@zion_church_zimbabwe:

Zion Apostolic Church Zimbabwe
Zion Apostolic Church Zimbabwe
Open In TikTok:
Region: ZA
Sunday 10 November 2024 10:42:51 GMT
111495
2607
167
337

Music

Download

Comments

musiwashumba
musiwashumba :
Ava vakaona maheu vanotenderera kupfuura feni yemumba
2024-12-05 18:17:14
6
character020
character :
vusimbe hwune vanh ava mumunda haaaa 🙌
2024-12-05 19:29:31
3
m_u_n_a_s_h_e
m_u_n_a_s_h_e :
cruiser mhaani
2026-05-09 18:24:16
1
sarah.mperi
Sarah Mperi :
ndakabarirwamuzionmhani
2026-09-26 19:37:29
0
abel.chigwenya
Abel Chigwenya :
wezhira huya uzvionere
2026-09-10 21:16:23
0
faffie0779
faffie :
muharare yopindirwa kupi?
2026-08-28 06:56:35
0
kukkisandy
Kukki 🌹🫦 :
kungoty kana usiri muzion haungazvinzwisise chete 🩵🩵🩵🙏🙏
2025-09-01 16:40:26
7
silentshumba
SILENT THE DJ🎧💯 :
ndatenda hangu vakomana 🙏🙏
2026-06-23 14:17:47
0
am22490
AM :
Kuenda wageza kupedza nguva dust kudaro
2025-01-05 12:39:36
3
makarsgavi
makarsgavi :
LHHokxuxxujjnnnk
2026-04-25 05:45:55
0
user20949095411810
BANDA KAPAYA GOMANI KWENDE :
nziyo dzacho hadznzwiki shame plus havatambe vanhu ava vanoshandisa magaments pakutamba
2024-12-01 09:12:54
1
lilldube
Lily🦋💞 :
TSIKIRA heyyy🥰🥰🥰🥰🥰
2026-06-19 06:57:52
0
tainosndhlela0
www.t.mtombe 🦘 :
Richiri zion here rinonzi camera uku nxaaaa
2025-02-07 06:25:58
1
rutendondhlela
rutendondhlela :
ko vakomana vanopfeka zvakadii🥹🥹
2024-11-28 08:34:05
1
mpume01x1
mpumelelo :
ndatenda Zilele apoo ndakuona Tongai🥰
2024-12-24 19:31:56
1
jemitiasparunoda
Jemitias Parunoda :
inopindirwepi kucapetown veduwe @?
2024-11-16 06:35:18
0
user8813832751633
Stacy :
kutaurisa hatichanzwa nziyo zvanga zvichida kunaka hindava akomana
2024-11-29 09:14:28
1
makarsgavi
makarsgavi :
u
2026-04-25 05:45:56
0
shantelrosemoyo
Shantelrose Moyo :
kkkkkkk zion ndorirega ndafa mhani vakomana heyiiiiii
2024-11-13 06:10:44
8
user4634107940861
Nesu :
i love this church so much
2025-02-05 06:22:58
0
estercharidza972
boss kwee :
masvingo yangu mhayiiii
2025-10-09 08:27:51
0
vincentchiwara1
vincentchiwara1 :
makanotsva henyu kudenga kkkk mwari vanotarisa moyo
2025-02-15 17:22:24
0
melinda15322
melinda :
haaa motifungisa kure mhani isu tirikure
2025-02-06 20:49:07
0
loveday.hungwe
Loveday Hungwe :
Our zion
2026-11-10 14:36:05
0
user87046132035782
user87046132035782 :
Hero basa vakomana
2024-11-17 14:36:47
0
To see more videos from user @zion_church_zimbabwe, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About