Zvinongorwadza ngezvekuti kumba kunenge kusina sugar chero salt yekurungisa
2024-12-13 03:39:53
11
Taurai BossTau Makaza :
ndozvinofanirwa kuitwa vaporofita izvi ko munoti vangazoiwanepi mari yekutenga dzimotokari iwo nguva zhinji vanenge vachitishandira
2024-12-13 08:09:05
19
mama.wadza :
ropafadzwai mose makaita izvi....mune nhaka and muchaverengwa
2024-12-13 01:24:49
5
OGA :
asi kupa hakuna kuipa ko sei muchizoda kti nyika yese izive dzokai pamavambo rudyi rikapa ruboshwe hatifanire kuziva
2024-12-13 03:00:28
10
Madzibaba Tatenda :
zvinovengwa nemuroyi chete
2024-12-13 04:28:38
6
Divas Murimirwa :
😭😭😭😭😭 varume nyika yakuenda kumagumo ndakaenda ku zim kumasowe ndikadzwa kuchinzi pamunu dollar dollar kuti titengere vakuru mota anzi pamunu kana une vana 6 unobvisa dollar pamwana varume