@mjay_yolsac: #zimbabwe #zimtiktok #zimsatiktok #zimbabwetiktok #zimbabwetiktok🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #zimbabwetiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #zimcelebs #zimstreetssaga

Mjay✔️
Mjay✔️
Open In TikTok:
Region: ZA
Friday 13 December 2024 16:54:39 GMT
75000
3158
206
30

Music

Download

Comments

vakaiprojects
Vakai Projects (kelvin) :
rapisai mwana maziso
2024-12-13 19:56:35
6
masihle5
user5395345129874 :
ko matches yakawanda kudero
2024-12-13 17:59:55
3
user9194381975204
Alexio mass :
chinongindinakidza wakanaka kuofuura umwe uye uye wemanyawi ♥️♥️♥️♥️
2025-02-27 15:18:59
0
mercy87256
chihera :
vaya vane vachit heeee mari yekukumbira honai kukumbira kwamusvitsepi imi muchingowawata
2024-12-13 17:44:54
15
nyagee3
NyaGee :
Nyathi family haikanganwe mafans ayo keep it up
2024-12-13 17:26:52
71
linds1746
Linds :
Ituckshop ka iyi
2024-12-13 17:16:01
7
shava2521
Tete Chihera :
uyu anebrain uyu👏👏👏👏 ndozvinoitwa kwete kungomhanya kutenga Mota
2024-12-13 18:03:51
27
user7731987783439
user7731987783439 :
wanhu musadaro imi zvapinda papi zvemaziso emwana musadaro nezvamurikuona apa
2024-12-14 12:57:00
3
user6030550801397
Child of God :
Chizvirega zve social media focus ne shop yako wosiya zvekutukwa ne vanhu
2025-02-05 08:24:54
0
ndoda615
Mama Gee :
mukuendepi nazvo
2024-12-13 18:11:38
2
mells711
mells :
maku mechisi ayo i stock here
2024-12-14 03:34:11
1
kudzanaimujuru800
Leah Chakaamba :
ndozvandodira Nyathi anotenda
2024-12-13 17:11:12
12
mandy84706
@mandy84 :
ndokudarirai namai nyati
2024-12-13 19:04:22
0
owamiesibanda
💄AvonbieLisah💕 :
ko mota matii ndeyavo here
2024-12-13 18:12:02
1
murimus09
chitova nedzevamwe :
vanu varikukupa mari kwete kuti Facebook aaa iwee
2024-12-14 08:58:14
0
tash_tae
Tash✨ :
Ini hangu I loved them from day one. Vakarongeka vanhu ava. Very young yet mature
2024-12-13 18:00:27
13
leonabandera540
@leonabandera540 :
nyathifamily ndongoidira kut haikanganwe mafans ayo👏👏👏👏
2024-12-13 17:54:32
9
thulahney
Thues🦋 :
Nyathi family ma updates chete haaa muri shasha😂😂😂
2024-12-13 18:27:24
6
shezkats
Shez~the~therapist :
Avhura shop mkomana 😌
2024-12-13 17:27:56
5
kudzwaiishe5
Mama kuku :
MA mirinda emuchato here hope Tobias arikuuya mumupe share yangu ye food😂😂😂
2024-12-13 18:12:22
7
rumbie099
masy :
God bless you Nyati family
2024-12-13 18:43:22
2
its_nicolep
𝐍𝐢𝐜𝐨𝐥𝐞🎀🫧 :
Nyathi is actually handsome
2024-12-13 20:38:29
2
favoured800
Favour🇿🇼🇬🇧 :
Mwari varambe vachikuitira zvakanaka,Usazokanganwata.Zvakanaka izvi💃💃
2024-12-13 17:01:02
2
catherine.rapoyo0
CATHERINE RAPOYO :
ndomudira kutenda shame
2024-12-13 17:16:07
2
bhumba06
bhumba :
Neniwo tinotenda kuzvininipisa kwenyu
2024-12-13 19:50:22
1
To see more videos from user @mjay_yolsac, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About