@mupostori_johane_masowe: Andiriya hande kunherera dziye @Johane Masowe Muchinjikwa @jowani Masowe🙏 @JOHANNE MASOWE HQ #johanemasoweversevideo #JohaneMasowe #mupostori🇿🇼 #followers #botswana🇧🇼tiktok #southafricatiktok🇿🇦 #fyp #FaithUnity #johanemasowe #johanemasoweechishanu #masowe🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Mupostori we Johane Masowe🤍
Region: BW
Wednesday 15 January 2025 08:23:13 GMT
Music
Download
Comments
tolisso 24 :
Kunamata kwakanaka kwamuri kuita asi ndichiri kuyeuka Izwi achirambidza mafon pamasowe
2025-01-16 14:44:45
21
Carlos Terrence :
ndozvatipa hurombe izvozvi.chabuda hapana
2025-01-15 10:41:49
11
nono@23 :
postori yangu mhai 💃💃
2025-06-21 16:33:03
0
Secretary General SG :
hakuna kuchurch kusinganakidzi asi kuti munenge musingaendiko chete
2025-01-16 06:58:08
17
Taffa madzimai :
please itai tiwanewoo mavideos enyu👌💕
2025-01-15 08:33:41
9
Anna chautsi :
mapositori kuroya mhani,akaona vakapfeka zvakanaka vachirumbidza mwari unoti zvakarungwa.
2025-01-15 10:04:43
15
lucy :
alow us to save plse
2025-01-16 09:20:44
4
DrTrever :
Kudzosera nyika kumashure
2025-01-15 19:40:23
4
Tadie 01 :
iiiiih thank you veduwee ndazonzwisisa kuti Ku nherera dziye ini ndati hande kudenga haha😃
2025-03-15 15:18:57
0
Kikie :
haaa zvema phone ndozvichatitadzisa kuenda kumasowe sure
unenge wabva kumba watiza wakuonekwa pa social media uummm
2025-01-16 05:59:59
6
Destiny :
Masowe anokomborera zvawo kna tozogara kwaimbova neNgoni kwakasara ngonono
2025-01-15 22:56:18
7
majowaldinho10 :
Who is Andiriya
2025-01-18 13:44:13
4
Robson Mugejo :
kanhau ke bhaibheri kaya ndezve chokwadi are ku church iyi
2025-02-20 13:39:58
3
THANDIWE RAMOKONE :
Where is the church
2025-01-15 19:51:19
4
user22781713923878 :
ndatopasuva pamusha uyu
2025-01-15 11:13:39
3
fifi :
hanzi hande kudenga hr pakunzi kudiii
2025-01-15 11:47:12
2
Mave :
munogona zvenyu
2025-01-15 19:43:12
2
maisandodzashe :
amen
2025-01-16 04:16:47
2
Motherflower84 :
pamureza apo ndirimo mucrossover
2025-01-15 18:28:37
2
ForOnlyRoughDrivers :
step inonhongwa na ishe 🔥🔥
2025-01-15 16:47:52
2
Dinmarcy :
church ine basa
2025-01-16 02:47:52
2
PáPii :
eishh ndabva ndofunga kudzokeraa kumasowe
2025-01-17 08:04:29
1
user4454793940792 :
mundinakidza hangu
2025-01-15 15:10:52
2
Mellisa Matarauka :
this is my church improve nemutsa
2025-05-28 20:48:01
1
ISAKA :
mupenga imi
2025-01-17 06:07:06
1
To see more videos from user @mupostori_johane_masowe, please go to the Tikwm
homepage.