Language
English
عربي
Tiếng Việt
русский
français
español
日本語
한글
Deutsch
हिन्दी
简体中文
繁體中文
API
Home
How To Use
Language
English
عربي
Tiếng Việt
русский
français
español
日本語
한글
Deutsch
हिन्दी
简体中文
繁體中文
Home
Detail
@0785242641and0715325057: Replying to @user4311830226131 zvikwereti
Prophet Hurry Nzou
Open In TikTok:
Region: ZW
Thursday 30 January 2025 09:29:35 GMT
54337
838
61
614
Music
Download
No Watermark .mp4 (
2.57MB
)
No Watermark(HD) .mp4 (
2.57MB
)
Watermark .mp4 (
0MB
)
Music .mp3
Comments
mumTinoe :
ummmmm sure madzibaba apa tanzwa nevanhu vasingade kubhadhara zvikwereti
2025-01-30 10:18:01
1
user743660223815 :
chido tinacho asi mari yacho hapana.
2025-01-30 09:32:47
2
Tabeth Chikwava :
Amen and Amen
2026-06-25 17:55:34
0
katy🖤 :
ndukuuya ne testimony
2025-01-31 20:21:21
1
rachy rachy :
ini ndoda kuti aswinyiwe aahhh 5 years munhu nechikweret
2025-01-30 12:13:28
1
pennykadenhe :
thank you
2025-01-30 10:13:31
2
Tagwirei phillip Tagwirei :
vanhu havabhadhari veduwee
2025-01-30 10:27:02
1
Tashinga Brandon Cho :
hello pane ane testimony here?
2025-01-30 23:20:30
1
mello wake :
ko kana vakawanda ndoita sei apa vamwe unenge usingazive ma surname
2025-01-31 19:18:42
1
ratipmufawalker :
ko maroja akaenda nechikwereti zvinoita
2025-04-08 14:22:29
0
Jackie :
ndinotenda madzibaba nemuteuro we rice ne cinnamon aaaa nhs ndaona MWARI
2025-03-22 19:32:13
0
user1985478129031 :
Ko kana ari wandakashandira asngadi kubhadhara
2025-04-26 17:23:23
0
user779025624103 :
ko kana usingazive zita rake unoitasei unènge.uchiziva surname yemurume wake chete ndinoitasei
2025-02-28 19:29:12
0
tariro :
Baba pane munamato wamatipa uyo wekut mabos atiwedzerewo mar olivi tinoishandi kuzora chet hr uye ndiyo iya inoshandiswa kubikisa hr
2025-02-24 14:32:58
0
Queen 👸 mwenewazvo :
vanhu vanonetsa imi zvakaoma
2025-01-30 11:40:45
0
gulez swagger :
Baba vanhu vandinets zvikwereti haaagh
2025-02-21 14:06:19
0
Varaidzo Chiwera :
haa tanzwa veduwe apa munhu anenge akaita kunyengerera mari iyoyo wonzi after two weeks zvinenge zvaita now its about two yrs munhu akutopa iwe mhosva
2025-03-10 06:53:22
0
thebe600 :
ko kana usingazivi zita remunu anechikwerethi uchiziva surname yake
2025-03-10 08:47:16
0
Chipo :
in ndatambirawo ne nhau ye kutsvaga bsa veduwe baba
2025-02-06 17:00:40
0
Fadzai Mhenyu :
Imagine ini ndini ndopinda busy kutaura na Mwari kuti mari idzoko iye achinakirwa nemari yangu. Tiudzei zvekurumisa munhu chete nenyuchi
2025-02-12 19:26:59
0
Hurungwe girl who grew in mtre :
ko waya wanoisirwa mweya wemufi at the end opomerwa kut ndiye akauraya and generally anotonzwa kut ndakagarwa ndinofambwa nezvinhu
2025-02-16 07:48:44
0
Pamie :
ko remedy yekuti kubasa kutengwe
2025-02-16 10:28:47
0
Hurungwe girl who grew in mtre :
ko ndiri kutsvagawo amai nyakubereka now 33yrs hapanawo here wat i can do ndirote hangu wachitaura kwawari
2025-02-16 07:46:49
0
mai gigi :
ok
2025-02-12 19:47:40
0
Gigi :
ko kana vakawanda unovanyora vese pa paper 1 here
2025-08-23 19:21:57
0
To see more videos from user @0785242641and0715325057, please go to the Tikwm homepage.
Other Videos
#explorer #edit #for #🥀🖤 #بسم_الله_الرحمن_الرحيم_ قل لا اسألكم عليه اجراً إلأ المودة في القربى
#تيم_تانكر💎 #fyp
#cobrakai #hawk #migueldiaz #edit #fyp
Bsfs❤️❤️❤️
#هشتاقات_تيك_توك_العرب #هشتاك_تيك_توك #💔🤚🏻
LeWani de Kram Delbra ❤️🔥🥀 #tiktokgrowthchallenge #Foryou #foryoupage #sahilmusicc
About
Robot
API
Legal
Privacy Policy