@zim_eco_lens: Embarrassing moment for Zimbabwe's President! He had no idea the national team has been playing home games in other countries since 2020 due to substandard stadiums . Meanwhile, the sports minister who oversaw this mess just got elected to lead the International Olympic Committee . What's going on, Zimbabwe? #Zimbabwe #StadiumBan #Politics #Mnangagwa

Zim Econ  Lens
Zim Econ Lens
Open In TikTok:
Region: ZW
Friday 21 March 2025 11:21:50 GMT
69105
1306
141
389

Music

Download

Comments

andrew09m
Andrew09M :
saka vanhu havaudze mukuru zviri pa ground ka
2025-03-21 17:00:30
45
butlermuch
alba :
i think zvimwe zvinhu like kutamburwa kukuitwa nevanhu ana mukuru vanenge vasingazvizive
2025-03-21 18:51:19
33
makuruclint
cool_clint :
Saka vanotambirepi 😂. This guy should be doing skits
2025-03-21 17:21:47
27
malvernsavieri
MalvernTendai :
Best journalist, keep Him safe. He asked real questions that were covered into laughter.
2025-03-21 19:07:32
27
boss_wacho
The Boss :
Akuzevezera ndovanoreva nhema avo
2025-03-21 19:27:12
20
franymoyo
Franky :
President anenge asinungura homwe makoronyera odya
2025-03-21 21:10:52
11
lifebeast15
Mario 45 :
if the president doesn't know about football we are dead😂😂
2025-03-21 17:39:29
7
symba966
Jamal Kay :
Mukuru vanotikunda hedu 😂😂😂😂
2025-04-03 21:46:00
0
certifiedexboyfriend1
🚩Certified ex boyfriend 🚩 :
zvinhu zvacho matarisirwo awakaitwa kunzi wakabvunza ndokunyudza mufana
2025-03-26 08:39:00
1
user2785046531200
chong :
good leader 2030
2026-04-29 21:57:10
0
lashyashly
LashyAshly :
uuuuummmm zvakaoma varume murume uyu haazi kutozviziva
2025-03-21 16:33:02
11
christlifemairos
THE CHRISTLIFE :
kkkkk ED is a proffessional pretender to avoid shame.the man is seriously aware
2025-03-22 02:36:50
9
shumbany
Shumba :
haaa srs vanhu m ministers are eating money 💰 vakutoudzwa now 🤣🤣🤣🤣🤣
2025-03-21 19:39:55
9
antigakanje
Tau :
Apedzerwa mwana uyo kkkk ungavhunze muvhunzo wakaora kudaro
2025-03-21 18:46:50
6
mhlangandabambi
Gasela :
Okunye yi Zifa they love travelling on the expense of the original supporters at their home group vele konke ngumsuzo
2025-03-22 18:49:25
4
shhh.2lani
thuthu :
kwatabva seZimbabwe ndokurefu and kwatirikuenda ndokwatabva,or Zimbabwe yakanokorwa tsoka chete😅
2025-03-22 00:59:26
4
mazakwatatinashe
Tatchocom :
well done journalist nekubvunzo mubvunzo yakanaka kudai
2025-03-22 09:57:09
4
jnrty0899
TY :
I like his response coz pane vanhu vanenge vakatumwa kufambira nyaya idzodzo
2025-03-21 17:17:18
4
wemove72026
AWESOME :
murikutaura mega
2025-03-21 17:04:16
4
takundandanga
baMalachi336 :
ska mukusekei ama Mhxtx😁
2025-03-21 15:54:17
3
chirasha.01
Chirasha.01 :
Haaa mukuru vanenge vasingatoziye zvirikuitika paGround
2025-03-21 23:42:27
3
travismakoni
Frado :
mdara idako uyu
2025-03-21 22:23:38
3
learnadlibclasses
LearnAdlib :
Shame. our foolish president
2025-03-21 17:18:36
3
zubesmotors
Zubes Motors :
ishe vanoseka zvavo
2025-03-21 17:08:34
2
wemove72026
AWESOME :
chaakufa ichi
2025-03-21 17:02:47
2
happy.b992
happy b. :
chinonzi maWarriors chiiii... president ava Soo ka
2025-03-26 06:06:29
2
jeffmathe1556
JEFFREY MATHE MAYEYO :
acting like he doesn't know asi baba ava kaaa we don't have a stadium with fifa standards
2025-03-21 15:58:00
2
darrengould88
Big D :
Only interested in looting nothing else must not stop
2025-03-22 01:05:46
2
daddy_first_zw
Daddy_First🇿🇼 :
This journalist is super good mhan
2025-03-22 18:53:16
2
tafadzwadavies
Blueworld :
rest in peace😂😂😂😂😂😂
2025-03-22 00:53:59
2
user5968747714657
Tandie :
haaa amana uyu akutaura chokwadi magrounds edu ngaagadzirwe hapana chikufamba
2025-03-21 21:45:14
2
saunyama77
Saunyama :
Kungoti ngaaende is final answer
2025-03-21 21:48:06
2
wipsyfireal
wipsyfireal :
mnhu akutaura anotaura chokwadiii
2025-03-23 05:00:35
2
jetcontroller02
@jetcontroller :
zvigananda zviri kudya mari ye government mari yakafunder kare inzwai kuseka
2025-03-21 18:03:47
2
tttateah
TTTateah :
😂😂😂😂
2025-03-23 05:58:35
1
melech777
מֶלֶך :
I feel sorry 4 this guy arikunyeperwa kuti nyika irikufamba pasina chiripo paGround reason yaachabvisirwa pachigaro sezvakaitwa Mugabe. I wonder kana ane mhuri
2025-03-22 20:38:29
1
archibold_zw
Fari_13 🇿🇼 🇷🇼 :
Ishe vano😂😂😂 havo
2025-03-22 21:32:37
1
caseydon7
caseydon :
haa trikutongwa nechidzungairwa chaicho
2025-03-22 19:15:14
1
mrbluelee1
MR BLUE 💙🔵💙 :
🥰
2025-03-22 21:08:55
1
harmondehwe
@skinaz# :
Mdara haatorina clue😏
2025-03-22 21:02:34
1
sirculture4
sirculture4 :
chamba chirikustatehouse ndochidawo🤣🤣
2025-03-22 20:34:50
1
catmouse16
Catmouse :
zim is a circus
2025-03-22 21:01:03
1
denfordmunemero
Denford Munemero :
saka kureva kuti ahazive ed sure zviri kuitika haaaaa zimbabwe its srry nation aaaaaah unongona kutoona achishamisika kuti zvipatara azvina mishonga
2025-03-22 19:10:43
1
kaytwo032
Kwashe :
Anoziwa uyu imi
2025-03-23 03:03:27
1
the.t.governor
The T Governor :
myb by 31 March rinogona kuperawo😂😂😂😂😂
2025-03-23 04:33:07
1
melsmad83
boyz :
ummm ,mdara vanenge vasina chavarikutoziva ,ririkuzevezera,mazi minister ayo ndovanoba
2025-03-23 05:16:04
1
dominicdanzi1
Dominic Danzi :
🤣🤣🤣 haaa mukuti president havazvizivi ere
2025-03-23 05:52:00
1
wildfitx
wildfitxo🌹⚘ :
HE FIXED MINE@Scott_fixz
2025-03-21 15:07:02
1
chosen26_5
CHOSEN ONE😇 :
❤️RAPTURE Happening Any Day Now! Accept Jesus😇Christ your Lord Savior ASAP! Stop Deliberate sins;Lying,Watching Porn,Sex B4 marriage,MASTURBATION, Unforgiveness_Heb10:26-7_REPENT GENUINELY_Plz SHARE!
2025-03-23 07:23:43
1
chosen26_5
CHOSEN ONE😇 :
😇**1 John 3:6-10,** Romans 6:1-2, 1 John 2:6, *Hebrews 10:26-27, *Romans 6:15-23, Ephesians 4:30* Revelation 21:8🔥🔥🔥
2025-03-23 07:23:51
1
matthewtatendamuchena
mmmt :
Ko arikumuudzira Presidente ndiani, ipapo ummm
2025-03-24 13:47:22
1
noviolence22
Millionaire :
apa chief secretary avasati vapedza kutaura
2025-03-24 16:03:28
1
tapiwazinyama
0323 :
your excellency vanopedza😂
2025-03-25 09:51:17
1
To see more videos from user @zim_eco_lens, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About