gumbo risina face haaaa even nhengo yacho isina face ndoramba ini🤣🤣🤣🤣🤣
2025-07-20 04:03:36
31
@wpm :
manjiche anonyepa mai ava havana kumbonana nekarume aka i know us women
2025-07-19 17:58:32
8
kenny :
🥰🥰🥰🥰 Pikicha nenhengo zvogona zvitoriwo zvemumwe munhu zvisiri zvamai ava manjiche achitodawo mbiri yekuti mai ava ndakarara navo asi zvakaoma shuwa
2025-07-20 06:12:25
14
Mambexie Marimazhira :
why do i have a feeling yekuti these 3 guys are together in this? it seems murume uyo haachada mukadzi pakagadzirwa nyaya iri strong 💪 it's very sad kut mambo vanenge vasina kuonera
2025-07-19 19:06:43
21
Tauheed :
If this woman is innocent, nyaya yake inofira pakusaudza murume paanyengwa, thats the only way to prove innocence to the person who matters
2025-07-20 03:33:15
2
Mahommed Chiona :
mai ava vari innocent muridzi wemukadzi chaiye haachadi mukadzi vakugadzira nyaya
2025-07-19 18:57:44
22
Bishop Zw 🇿🇼 :
mhamha vakarukirwa nyaya ava
2025-07-24 21:00:20
2
𝑮𝑰𝑱𝑶𝑬𝑺 :
Plus vakadzi vakangwara ,uye muromo wavo or mashoko avanotaura anesimba sere pinjisi ,as men we end up believing kuti its true ,but why ladies why why why why 🤔
2025-07-21 12:12:19
1
Fungai Florence :
Muridzi wemukadzi akabika nyaya no match apo class yaramba
Mukadzi anofanira zvake kurambwa evidence iripo ndeyekuti akatadza kuudza murume wake a very important issue yekuti nhingi arikundipfimba a wisewoman can tell husbund
2025-07-20 12:22:18
1
Tee Van Fore 🇮🇪🇬🇧🇿🇦🇿🇼 :
The Lady is innocent i found her not guilty so the case is dismissed by order
2025-07-23 13:17:59
3
Samantha Rusare :
Manjiche na nyakatsapa new nhubuz in town
2025-07-20 16:12:18
4
Richooo :
Kahure kakadzi aka kkkk
2025-07-20 01:14:46
3
user8041552871708 :
Mhomz iyo kuramba zvayo bt poto yakarohwa
2025-07-21 08:08:50
2
sandawana :
katsotsi Mai,kunotonyoresa
2025-07-23 01:08:26
1
bestmatwana215 :
munomodhera here mubvunzo
2025-07-20 10:35:07
1
jayme :
Matauriro acho vari Guilty chete
2025-07-26 05:47:39
1
Pressure BussPipe👶 :
Ava vaipfimba neyekuti ndoziva secret yako😂😂
2025-07-20 18:29:00
0
specie :
hanzi ndimambo muno modhela ere🤣🤣🤣
2025-07-23 00:21:18
1
Bongani :
Murume waani uyu veduwe 😂😂😂😂
2025-07-21 11:08:18
1
mkomamanu :
Zvakaoma inini im confused apa
2025-07-20 04:08:45
2
To see more videos from user @madzongo22, please go to the Tikwm
homepage.