@mackdah3711: #kkkkkkkkkkkkkkk #kkkkkkkkkkkkkkk #kkkkkkkkkkkkkkk #kkkkkkkkkkkkkkk #kkkkkkkkkkkkkkk

Madzibaba Mackdah 3711
Madzibaba Mackdah 3711
Open In TikTok:
Region: ZA
Monday 25 August 2025 07:47:12 GMT
90584
1662
1232
642

Music

Download

Comments

adlaidetakasvikwa
adie bae :
kuda kupihwa ma aqua uku
2025-08-27 12:42:33
0
hermithazel
HezHem :
Ndosaka zveMasowe ndakasiya kare matuzvi chaiwo
2025-08-25 14:28:14
57
s.t.elisha.com1
S.t Elisha :
kana uchiri kuwenga munangagwa uchakasara panyama nepamweya
2025-08-26 11:09:26
1
eliasmunhenga6
Mambo shepherd :
Baba Makadyiwa netsananguro.changove chiporifita cheurombwa chete ,kundiso hapachina
2025-08-25 13:35:12
40
matthewtangawarima
Chibaba Tanga :
marii yatengesa chinamato chababa Jowani
2025-08-25 17:14:07
3
brianmazarire
brian22 :
kumhata kwenyu vana madzibaba nana madzimai
2025-08-25 08:05:45
120
austingimu6
austin :
ndicho chinamato ichochie chekunamata munhu
2025-08-27 08:18:30
0
user845503220947
peechivaz :
kumhata kwenyu vanhu vamwari
2025-08-25 08:02:29
22
userglanford
Glanford :
shoko rinoti imi vamachechi siyanai nezvematongerwo enyika titende
2025-08-26 22:36:01
1
user4285787934979
Reason Sithole :
zvamusingatauri nezvamwari wani imi muri kuchurch matova kunamana munhu nhai
2025-08-27 08:53:43
0
tamnenyasha1
NENYASHA-01 :
ko zvainzi masowe hatiiti zvava zvipi izvi makutiitira musangono kuchurch futi
2025-08-27 08:36:48
0
nellysham4
Nellyshamu :
Chasara kurira nendimi uchiti ED😅
2025-08-25 08:54:10
59
chidusty
innocentchiguruva :
Satan chaiye pasi pano ane simba zvake ndati
2025-08-25 08:57:03
5
gabrielshayne
GabrielShayne :
uyo mukadzi ukavarairwa anomuka akumamisa , i voice rekupi , ne hunhu wekupi , pamunhu kadzi
2025-08-27 11:35:49
0
www.tiktok.mems
Memory Simango :
ityai Mwari
2025-08-26 19:23:17
1
zvamaitihaanamarigmail.c
Ally master :
marasika
2025-08-27 12:33:39
0
tamukarice
kadiki :
izwi rakaimba rakati ndakasiya zvenyika ndakunamata saka makasiya pork chete muchiita zvenyika
2025-08-25 12:13:39
17
tawandamaringwa
Tawanda Maringwa :
Mwari akaparidzwa naJohane akasotama kare akaenda
2025-08-27 08:58:56
0
user1024933626371
twin🥰🥰mommy24. :
She's good pa slogan apo haaa vanopedza
2025-08-27 08:03:25
0
usersandiemalinga
sandie :
l thought pamwe achati Baba Johani huchi...kana Baba johani hoyeee...chinamato chatengeswa ku matongero enyika ...matinyadzisa mapostori a Ed . Madi kuvhisa nguwo yemasowe mufeke ma T-shirts acho...zvinosuwisa Denga izvi
2025-08-26 09:35:38
2
sugersuger06
Dezzy suger suger :
Mungachada kudii henyu
2025-08-27 11:48:32
0
taku_king_shumba
takudzwaruzive161 :
Inzwi redu rakataur kare kt ndaon vna bba Nan Mai mayenges inzwi rang izxo kaaa zxakubuda tsananguro dziya
2025-08-27 10:24:12
0
b.chat1
B chat1 :
asi i rally
2025-08-27 10:56:12
0
emmanuelchinamon9
Emmanuel Chinamonya :
Ko zvichiri zvedenga here kana zvava zvemotor
2025-08-27 09:36:15
0
keltaf9
keltaf9 :
ndopatozoti Chiwenga ndiprophet waMwari
2025-08-27 11:38:14
0
To see more videos from user @mackdah3711, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About