it looks good kana achitaura bt it can simply mean you can accept anything as long it's nice to you...paridzai maverse emfesi akatora reward anzi usatore na prophet akazoita maperembudzi ....hoo hatiizive iyoyo let's deal with the ones that makes us benefit anyways kungodarikawo handinei nazvo ini
2025-08-28 12:46:49
1
Dr Francis Phiri 🇿🇼 :
🤣🤣🤣🤣MUPARINGA arikutoda imwe
2025-08-28 10:30:52
16
Admire :
Kkkkk you and DJ Towers same group 🤣🤣🤣
2025-08-28 16:58:05
1
Michael Billions :
my father 🥰🥰🥰 I don't care what people say ...nyasha dziwande
Pfuma iyi ndeyapasi pano 😁😁 same same ne kuparidza ndekwepasi pano 😅 enjoy zvepasi pano uri pasi pano 😉 mu Bible chaimo madzimambo aiita hupfumi nekurwisa vamwe votora zvipfuyo nehupfumi..musanyeperwe chanagamire torai mota kana dzikaita 5 bhoo zvekuti ....
2025-08-28 16:07:05
0
mai mhofu :
makagona makatora baba musetedzere vanhu
2025-08-28 13:34:23
5
Mama Gee :
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣mufundisi
2025-08-28 17:07:42
0
Mr_chopper_600 :
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 nyasha dzaMwari dzinotisimudza 1 by 1 kwete tese ka1 enjoy your hardworking munhu waMwari vanhu havasi right ✅️
2025-08-28 13:12:51
0
To see more videos from user @evangelistmuparinga, please go to the Tikwm
homepage.