@kudakwashe006: tilda live

kudah#00
kudah#00
Open In TikTok:
Region: ZW
Wednesday 03 September 2025 10:23:45 GMT
22386
262
35
34

Music

Download

Comments

tamarwisa
niasha♥️ :
Hapana huroyi apa dementia imi mukutobvunza ndimi mune problem hapana zvozivikanwa apo😂😂😂
2025-09-04 00:17:49
15
_tino941
MelzTin :
Kwakutokura uku
2025-09-04 06:23:08
2
sugersuger06
Dezzy suger suger :
siyai gogo vachembere zvakanaka imi imbwa
2025-09-04 14:20:17
2
belindatshuma2
Belinda Tshuma :
mbuya ava vane dementia,muri kuva konesa konesa kuti vataure zvamunoda imi,mmmh,msadaro vanhu vakuru.
2025-09-04 00:54:49
4
sandy57376
GHOSTYEDITZ :
kurasika njere uko
2026-03-03 05:53:50
0
user8499912467698
masivanda masigede :
hapana huroyi apa imi ndimi makutopengawo
2025-09-04 11:34:43
1
ellar.matukeni
Ellar Matukeni :
Zvinoda kunzwisisa mukurarama,iyi ndodementia.Vanhu ngavadzidziswe nokuti vanopedza kuuraya machembere
2025-09-04 03:12:15
3
user9815485674197
LuLu :
End of the world😭
2025-12-22 08:06:31
0
florence.magwenzi4
Florence Magwenzi :
siyanai nagogo vedu mhani
2025-09-05 20:58:50
0
user26750469475564
karen :
musadaro veduwee siyai gogo vakura avo
2025-12-29 23:31:36
0
mrs.abgril
Abgril ❤ :
vasei gogo avo kumbera uku
2025-09-05 13:29:13
1
scorpion.king76
scorpion 🦂 King 🕺 :
chikomborero kukura kusvika apo ,musanetse vakweguri imii,
2025-09-04 18:11:24
1
robertmara7
sir Robie :
musadaro gogo ava. hapana zvinemusoro zvavarikumbotaura
2025-12-20 15:00:53
0
user8374875431757kikitee
Mwana waChiedza :
Thisbis bad gogo vane dementia imi mova publisher kuti muroyi.sure rimwe rikadai gogo vangu ndofa naye
2025-09-07 15:25:10
0
gogo_vashamie10
rose :
😏
2026-01-02 08:41:43
0
bidza35
BIDZA :
😁
2025-10-16 21:31:20
0
livingstone.zindo
Livingstone :
musadheerere gogo imi
2025-09-04 05:24:29
1
justkesleyy
KeSLeyyy💋✨ :
Fear Zimbabweans
2026-02-06 05:38:08
0
gladysmanhuhwa
madzimaiGlady :
shame
2025-09-07 19:53:29
1
mossytawandakureva
SPECIAL KEY🔑 🗝 :
idombo irii
2025-12-20 07:20:29
0
To see more videos from user @kudakwashe006, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About