@mjay_yolsac:

Mjay✔️
Mjay✔️
Open In TikTok:
Region: ZW
Wednesday 10 September 2025 09:48:22 GMT
25735
641
82
45

Music

Download

Comments

trishh027
trish027💜💟💜 :
senyika mjay tofanirwa kungomutengera data soo asashayike pamhepo
2025-09-10 09:57:20
44
foldkeeps
❤️ Coded :
😂kaLaugh ako ndekekuti yaaah takubata😁
2025-09-10 10:01:43
41
kingwidstarks
Widstarks :
mukomana arikuvhunduka vhunduka ka uyu
2025-09-11 17:52:46
3
smokegggggg8washmankatel
washman katel :
i don't woke up because of my alarm
2025-09-10 09:52:39
4
sarahwajesu1
Sarah❤ :
Ko baba vemwana waTadiwa hausi kutiratidzawo🤔😅
2025-09-10 15:09:33
3
mileshearts
Mirage :
ISHE (JT) VANOSEKA ZVAVO😅
2025-09-11 08:42:55
3
sydellgreen
Sydell :
Unenge wakunzi chitaura paya kuti gara zviya waiti chiii mujaya haaa unomerera😂😂😂
2025-09-10 11:18:09
1
user8268163811655
RuvarasheBarura :
Tamba navo wopinda wovatuka fty Holy ten kusvika vadzidza kutipa mari svinu kwete Zig
2025-09-10 11:30:18
1
grape_baibey
Angel~Bae@98 :
gegegegegegegegegegege
2025-09-10 13:47:00
1
themy_gatsi
Haddasah :
handiwanzoda kuona downfall yemumwe munhu but ndakamirira yake cause anofunga akangwara sterek mupfanha uyu nerough dzake dzaanotaura panaVoltz
2025-09-11 12:26:44
1
warmwaveszw2
Warm - Waves~ ZW✨ :
Ngavambomutora anyanya uyu aakutobhowa
2025-09-10 09:51:39
2
chichi_.babes._
Chichie :
Ndikutoti ndini ndatanga izvo ehhh vanhu vakutogara pano 😂
2025-09-10 09:54:45
3
passwordzzxff
pawpawlee :
ndasvika early nhasii
2025-09-10 09:53:23
1
user2185774100570
Spononoe :
Kuda kwangu nyaya uku kkkkk Mjay urisei
2025-09-10 09:50:48
4
mai.muchie.zowah
Mrs Z..... :
Mjay Channel 😁🥰
2025-09-10 09:55:40
1
www.tiktok.hkd
mandy :
ndikuty ndini ndatanga kusvika wanike
2025-09-10 09:51:57
0
charisandra2
Serendipity :
Kamusekero ndekevanhu varikunopfekedza munhu apolojersey
2025-09-11 18:51:16
0
vimbai2425
vimbai24 🇿🇼🇿🇦 :
ndakadzwa idzwi richiti ucharamba uchipisa😂😂😂
2025-09-11 12:30:32
0
starr.0104
Advocate Mathonsi 🎓⚖️✨️ :
uyu kna mu ICU imbopinzai pamwe angadzikamaa😂😂😂
2025-09-10 12:38:52
0
nicelyunique5
nicelyUnique5 :
ko iyo cheu cheu yaarikuita,kuzvara uku mwoyo unoenda kugotsi veduwee 🥲
2025-09-12 06:42:37
0
mufarospace
m u f a r o :
Why are they surrounding him like that😂😂😂
2025-09-10 14:46:55
0
princess_fiona42
princess_fiona42 :
Uzenenyeee🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
2025-09-10 20:08:17
0
nonobae2125
Nonobae@21 :
wedzerai macoolayo 😂😂😂😂
2025-09-11 14:17:33
0
christellerudairo
crudairo :
old video
2025-09-11 05:37:10
0
user7598278661172
maleo lee lele :
ndovunza ani Mjay ndakasika kusvika Rega ndomboita basa
2025-09-10 09:53:00
0
To see more videos from user @mjay_yolsac, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About