@chanachekumusha: We used to gather kumusha for Christmas and all school holidays as one big family . Now vekwabmnini havachaonani nevekwabmkuru! Pakutonzi pane huroyi! Vaitibatanidza ndovataida isu Pachedu hatina kubatana 🥲.Unenge uchavanyorera tsamba kuti makatisiira nhamo 😿!#zimfyp #zimsatiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇦🇿🇦 #zimuk🇬🇧🇿🇼 #zimusa🇿🇼🇺🇸 #zimaussietiktok🇦🇺
kana pasina hurombwa kana huroyi these gatherings are still there even vakuru vashaya. Zvakatsakatika mumisha yanga isina kuchena. Chokwadi chakafumuka saka munhu akuita zvake.
2025-09-27 12:17:40
0
🎀asiandoll_030🧸 :
Isu kubva baba vedu zvavakaita broke hatina kuzombotariswa zvisinei taive vadiki Takura manje takuziya vedu chaivo
2025-09-27 07:01:32
7
isabel mwale2020 :
Rest in peace mai Paulette, gogo ndinoshuvirawo dai muri vapenyu.
2025-09-27 17:36:37
0
ZODHO 07 Plus :
How can we download this please
2025-09-27 06:52:34
1
UK :
true
2025-09-26 08:26:07
0
lizzie :
ndasuwa kumba kwedu shame👌we grow up takawandamy dad had 3 wifes the bond till today will always bê greatfull my lord
2025-09-28 09:54:32
2
Mary Mushipe :
very true. now taakuona Kuti nhingi Na nhingi havaonane but by then taisazviona
2025-09-27 18:54:22
0
Lorrah :
I hear you very well and loud🥲
may their beautiful souls RIP 🙏
2025-09-28 12:22:14
2
mimi bbzy🥰🥰 :
how l miss my grandma 😭😭😭😭😭 gone are the days we grow up together as one family, eating in one plate, wearing same clothes pasina inonzi iyi ndeyanhingi but clothes is every child hu is there as long uchikwana. what happened to the first ❤
2025-09-27 19:20:33
0
Pee :
itaiwo tigone ku saver please tiise mu family grp mmmm bba vakaenda shuwa
2025-09-27 06:22:04
8
TickyDee :
haurevi nhema
2025-09-27 04:11:54
1
To see more videos from user @chanachekumusha, please go to the Tikwm
homepage.