@nashiezim: NEW SONG 🔥#zimbabwe🇿🇼 #viral_video_tiktok😍💖#southafricatiktok🇿🇦 #ukzimtiktokers🇬🇧🇬🇧 #nashiezim

Nashie Zim 🇿🇼🇨🇦
Nashie Zim 🇿🇼🇨🇦
Open In TikTok:
Region: ZW
Friday 31 October 2025 09:02:21 GMT
665912
40895
2016
1843

Music

Download

Comments

lovely_sihler
Sihlerodgers :
I know hamunei nazvo henyu but ah ndadzokerana naye ini
2025-10-31 09:39:32
781
bossylady_queen
Bossylady-queen 🧢 🧢🧢🧢 :
Ndotonzwira vasiri muma relationships tsitsi 😂
2025-10-31 09:42:59
334
mwanawekumasvingo5
Mwana wekumasvingo🫶🏿 :
Eeeeish munhu anonaka uyu😩😩😩
2025-10-31 09:05:01
195
therealawan074_1
therealawan :
hamunaw evakarambwa her
2025-10-31 19:58:29
90
kevinkayleemusic
Kevin Kaylee Zw :
To us big fans since chibhorani 🔥😩
2025-10-31 23:50:38
43
brendazindi123
MaBree :
l know hamunei nazvo asi ndokumbirawo mungonondisiirawo 2 likes chete 🙏🙏
2025-10-31 16:18:11
192
merrccy_wenyuu
My More Your🇿🇼🇮🇳 :
Apa Tichine mimba dzevana vatakakumbira kuti chisiya wandipawo mwana 😩😩❤❤
2025-11-01 18:27:59
77
sehwellaz0
Seh Wellaz :
Wadzoka nePower Bro
2025-11-04 11:51:43
5
tamie.babe8
Tamicah✨🖤 :
For the love of Nashie Zim😩❤
2025-10-31 09:29:56
76
faffiebae6
Vanessa♡☆ :
I know hamunei nazvo henyu but akangondinyararira😩😫
2025-10-31 10:02:20
48
millicentmunashe
millicentmunashe :
lets agree senyika kut uyu zvamamanj anopisa
2025-11-22 12:43:05
5
thatgirlropipi_
@datgalropipi :
Im here for the backing vocals 😩🥺♥that voice behind ♥🥺
2025-10-31 09:46:49
7
annmub6
nana :
mukationa tichiita vibing to these songs munofunga kuti tiri mucloud nine apa 3 years tiri single hedu takutongoita fall in love nemasong iwaya😂😂
2025-11-03 13:51:21
11
nourishchitsunge
Mambokadzi🇿🇼🇬🇧 :
haaaaa kunomitiswa munhu gore rino 😂😂😂 vakapotswa paKunge Ngirozi apa hamupone idi kudai 🤭🤭🤭
2025-10-31 09:36:45
6
bountyshaloe
bound Shalloe :
ndokudirai kt hamuganzi broe apa munopedza masports henyu keep it up
2025-10-31 09:32:18
9
0mukundawekumanyika
zebzie :
Uyu arikutomisa marelationships akashaker uyu ska mupei maruva 💐💐💐
2025-10-31 14:12:36
6
nyashaaaaaaaaaaaaaaaa
chef Nyasha :
to us vanoliker vasat vanzwa❤️❤
2025-11-02 10:08:36
8
sweet.pee00
🦋Soft~Queen🍂 :
I know muchanditi ndopenga asi ndadzokerana naye ndingoitiswawo ndini ndadii 😢 masongs a NasheZim anoda uchingonyeperwawo
2025-10-31 22:32:00
5
dee_ee1
Dee🌼🍃🌷🌹 :
Tipoo zve one yeheartbreak gore risati rapera😂😂
2025-11-01 10:54:42
38
mscutie2002
mscutie(mademoiselle chou) :
woow uyu masongs ake ndopinda nemoyo🥰🥰🥰well done bro
2025-10-31 09:04:41
22
ruvah2021
Lady Rue❤️🇰🇼🇿🇼 :
tiri muma long distance relationship mukuda tiite seiko nhaimi🥹🥹🤭🤭
2025-10-31 11:25:42
24
roselynmushonga
ʀᴏsᴇʟʏɴ ᴋᴜᴅᴢᴀɪ ᴍᴜsʜᴏɴɢᴀ :
hit after hit🔥🔥🔥
2025-10-31 09:31:24
10
thatgirlropipi_
@datgalropipi :
Nashie😩🔥hapararike ♥♥to us in long distance relationships🥺
2025-10-31 09:47:29
7
elshalemekani14
el-sha :
Huh mufesi anogona uyu 😂🔥🔥🙌🙌 shasha yeduuu yerudooo
2025-10-31 10:48:53
5
tabbygomo10
Tabby wenyu 😘ZW🇿🇼 .♥️ :
he is having a show in chivhu now just waiting for him
2025-10-31 19:14:40
6
To see more videos from user @nashiezim, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About