@kukuewenyu5:

kukuewenyu5
kukuewenyu5
Open In TikTok:
Region: ZW
Sunday 09 November 2025 16:31:59 GMT
915195
43390
2048
1554

Music

Download

Comments

chihuku_chechibhoyi
Twinkle2001 :
Vanhu mune sure kutsamwira imba yemunhu😭
2025-11-10 06:40:07
848
keisha.valley
queen valley :
this is nice kutori neCouple yane 10years isina tv kanaa wadrope vachiri kurara pabase risina mattress
2025-11-10 09:40:08
430
icherrykagabs
Lihle :
ladies in this comment section are so bitter 😭😭is everything ohk at home lina ??
2025-11-10 09:41:53
151
tshuma.a
Tshuma A :
une 24 years iwe ndokuziva
2025-11-09 21:00:41
167
empress_chenai
😍Flociey🥰 :
woooow inini at 26 chandiinocho chete iStanley cup😂😂😂🙌🏽
2025-11-13 14:47:15
48
tsungie38
@tsungie :
this is nyc daughter you are smart keep it up. song yakaimbwa nani iyo
2025-11-18 10:22:37
25
dylanyankee23
#yankee!dylan🇿🇼 :
Thats good mafana usatedzere matsaga ayo,,,keep it up.
2025-11-12 06:49:51
13
rho457
Roxie :
This is nice lil sis lm 22 zvangu still in xool but aim kutotengawo masinhi seako aya you inspired me ndazvifarira live your life zvako iwe
2025-11-10 05:06:45
28
user3184569102553
Godgiven :
aaaa vanhu so😏keep it up Kuku takafonyorwa brain kuti girl child akagara ega mjolo chete ini 7 years now hama dzakuti chiroorwa asi zvaimbonzi gore haripere
2025-11-10 19:26:55
51
nonozbae12
Nonozbae12_Inuka-with❤️‍🔥her :
Your room is very neat
2025-11-22 03:59:41
5
shazmal4u
Farooq :
Vamwe tichirambidzwa kubva kudzimba dzana mhai 🥹
2025-11-10 08:14:19
58
nencaldo
Nancaldo :
wakatokunda vamwe vakadzi vane matinji akombama
2025-11-21 06:50:47
20
uncle_penny
Mr👨‍✈️Mahla💍 :
Single mother iyi iri smart zvayo
2025-11-10 20:12:11
15
usercharue
charue@25 :
kana usingarwadziwe siya like ☺️this is nice
2025-11-10 09:40:33
9
user5086941868028
Linetkodogo :
mwari vanhu vaye vasingagone kuzvishandira vatanga,,kurwadziwa neimba ye munhu 😂😂😂🙌🙌
2025-11-10 15:24:00
8
yolamadue
YolaMadue :
munhu wenyama ahashayi chakaipa pane zvakanaka xem🙌. mumba mako makanaka hun😊😊
2025-11-10 11:28:09
14
amazinggrace2175
AmazingGrace🧘‍♀️🙏🙏 :
vanhu varikurwadziwa ne1 room yemwana ko akazoti nemota pamusoro munogona kutofa naro godo
2025-11-12 06:48:36
11
missvee183
Miss Vie :
welldone and inn i believe mnhu anogona kusvika apa shuwa,kna uchishanda uchiziva zvaunoda,welldone baby sis, keep pushing unosvika kure
2025-11-11 10:31:02
5
salmeattunzentert
SALMEAT TUNZ ENTERTAINMENT :
Age hayo haina basa❤❤😂 chakakosha life
2025-11-09 18:14:01
40
user7614699651394
masie 💝 :
musarwadzwe vana mai mwana anoziva zvaanoita zvake uyu 💯
2025-11-10 12:42:31
6
annachigwadi
masiziva🐟 :
Hakuna mhandara inogara yega ndpchokwadi
2025-11-10 18:58:51
62
slomopapi
Slomopapi :
haa rega uyimbe Holy zveshuwa coz haa shoe closet iyo😂🔥🔥🙌🏿
2025-11-11 21:50:12
5
user8374481431526
Gunnerztophustler :
ko mapilo ndeeyi iwe wati urisingle
2025-11-11 12:54:26
14
takkue24
takkue24 :
munenge munababa vane 44imomu
2025-11-10 11:26:46
7
To see more videos from user @kukuewenyu5, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About