@blessed.musiyambir: A 7 year old who was murdered #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #fyp #Chikurubhi #foryou

SQUEEZY ✨
SQUEEZY ✨
Open In TikTok:
Region: ZA
Thursday 20 November 2025 05:09:38 GMT
239309
5862
436
383

Music

Download

Comments

mahlatshwayoprime
Primrose😀 :
Uyu ndiye akawuraya mwana
2025-11-20 05:35:27
87
beaullah37
Bee 😜🫣 :
vanhu vese vanopinda mujeri vanoramba mhosva kkk uyu anonyepa uyuu
2025-11-20 07:52:06
42
craig.wasarirevu
Craig Wasarirevu :
Uyu mhosva hahana xem
2025-11-20 06:45:36
13
mainane00
nene :
Mwari Dai amubatsira kana ari kutaura chokwadi
2025-11-20 08:23:22
29
kylerkim45
what country is this :
Uyu chimuurayai asati anyanya kunyepa uyu
2025-11-20 13:58:12
26
victormbk708
Victor07🇿🇼 :
imi munhu akuda kufa oreurura zvekunyeba
2025-11-20 06:09:26
22
blessie154
Blessie :
saka akauraya wacho ndian kana mese muchiramba
2025-11-20 11:32:06
10
hudsonwagoneka
hudsonwagoneka :
sure havana mhosva vanhu ava
2025-11-20 12:54:12
6
knoxee2
mhofu Knox🇿🇼 :
Kurova munhu ari suspect akazowanikwa asina mhosva haisi mhosva here?
2025-11-20 07:36:44
10
afrimotors806
Afri Motors :
sorry bro
2025-11-25 20:20:34
2
chipochashe86
Chipochashe backup🇿🇼🇿🇦 :
Ngaauraiwe uyu
2025-11-22 15:24:16
1
waitressbee
@BEE💖💖 :
Munhu akataura nezvaMwari akutonzi haana mhosva😳,maZimba nyaya haitongwe seizvozvo
2025-11-20 07:49:29
12
muguto4
Muguto :
kusarudza kufa uchinyepa
2025-11-20 07:26:45
6
yvonne74252
YvonneQQ :
mujeri makazara vasina mhosva guys ini ndakamugara 2years ndisina chandoziva
2025-11-21 22:59:08
3
africanarmycomman
African armycommander Anold :
uyu atove bhanditi
2025-11-20 06:17:47
8
bigalo384
bigalo :
haaa chokwadi ndiMwari vanoziva
2025-11-20 10:21:32
5
user1666222924593
ma'am Dee :
kakungwarisa kacho. its now trabablasing
2025-11-20 07:38:11
14
kylerkim45
what country is this :
Wakataura nemaurayiro awakaita Satan iwe
2025-11-20 13:57:16
5
user6100906012995
PROMISE MATIPANGAMISA :
BUT WHY ZVESE ZVAAKATAURA ZVAKAZOENDERANA???
2025-11-22 17:06:57
0
chekazzy82
Chekazzy :
haaa kwana iwe
2025-12-08 13:56:59
1
user5098003557743
Mutambi Mukuru :
these guys vakazowana coaching yematecnicalities ekuramba mhosva vavamujeri chete otherwise mhosva vakapara havo even matauriro ake you can see
2025-11-21 08:04:25
2
itaibinde0
Sakamuchaitacy :
Hauna kupindura mubvunzo hanzi iwewe wakaziva cy kt muitoilet ndimo mune makumbo......u brushed on that question
2025-11-23 09:52:12
2
markrams4
Ashy :
Ndanga ndamuchenesa but pa prayer apa
2025-12-02 13:50:29
1
user9259009737991
cee bae :
shamba miswa iwe
2025-11-28 06:41:38
1
noleensamukute
nono bae🇿🇦🇿🇲 :
saka why makumbo akawanikwa Ku toilet 🚽
2025-11-21 05:26:23
2
To see more videos from user @blessed.musiyambir, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About