1 munhu akatamba nevana vezimbabwe iye ari wedu weZanu Pf
2025-11-23 08:29:38
304
primrose 0427 :
my president my everything pasina imimi apana kwatingaenda 😭😭😭😭 make plan for us president we are suffering
2025-11-22 18:05:07
46
LeeAnne :
ByBit Part 2😁
2025-11-22 23:14:48
35
Jesus :
iwe unofanira kunofudza makwai kwete politics
2025-11-22 18:36:55
203
Tariro :
Captain Britain weku Politics 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
2025-11-23 13:19:53
66
Masivanda/Ashumba :
My President. Moyo wangu wakaperera kwamuri my Leader chero kukanaya mabwe anopisa hqndikusiyei President. Dzimba dzakambopiswa 2023 but I sad that's nothing ndakatenga huswa ndikapfirira patsva ndichingoti Godisinit. 2028TOTANGIRA IPAPO
2025-11-22 15:56:36
160
rinky :
baba ava kaa mwari Ave nawo
2025-11-22 19:18:20
111
ŠĦŰMBÃ🦁 :
Ako kamutengese 🤣
2025-11-22 19:49:49
44
fDhuvayi@🇿🇼 :
Tsvangirayi continue to rest in peace,wawakasiya uya ave content creator kutik tok🤣
2025-11-28 20:07:49
48
Terrydexta :
aka ndiko kaduzvi chaiko aka kamutengesi aka
2025-12-04 03:54:07
13
Stan....! :
😂😂😂😂 comment section munondiita bho 😳
2025-11-22 20:18:47
32
shorayi :
Wese achiri ku supporter muface uyu bratishiti yenyu mese
2025-12-04 12:12:19
19
Mŕ JűMßœ :
😂😂😂😂😂eishi tiktok yatipedzera vanhu
2025-12-10 05:41:30
7
Nomore Maposa :
wakauraya part yaTsvangirayi iwe get away
2025-11-24 18:26:54
26
Alisha Phiri 77 :
Iyi inyoka iri mumasora
2025-11-23 05:54:25
34
AmaiRuu💕 :
Izvi ndizvo zvako zveTik tok zvekuda kutonga Nyika siyana nazvo