@nyaradzomaseva: Mumuudze by @Benny Hadassah Muzanamombe ,Now available on Youtube. #fyp #onthisday #gospeltiktok #zimgospel #newsound, Mwari havakuendesi kwavasingazokuoni🙏
NyaradzoMaseva
Region: ZW
Thursday 25 December 2025 07:14:48 GMT
Music
Download
Comments
sugar boy 6157512528690 :
benny anofanira kumira newe unopusha masong ake
2025-12-25 14:25:23
28
Lesley96 :
Song iyi haidi kudeepisa unogumbukira vanhu
2025-12-25 10:03:17
25
Mai Ashley braiding :
Kkkkk zvakaoma ndashaya comment mamwe malyrics aBenny sooka chiiko naye 😭🙈
2025-12-26 04:45:36
9
🥰🥰 :
Song iyi yaka imbirwa ini chaiye thats my situation right now dai Mwari andi betsera ndigone ku chengeta mwana wangu ndega😭😭😭😭
2026-01-03 06:24:34
16
@Chidez :
Amen kuimba kunehudzamu🙏
2026-04-26 22:03:04
1
Kuziwa Shaya :
thanku sisi munondifungisa zvakavanda
2025-12-27 13:51:27
2
Vusa :
take it easy, makadhipisa munotichemera
2025-12-27 10:27:05
1
Kudah Mujaha :
munhu anonzi benny akaipa anonyora music inobata moyo
2025-12-27 14:33:00
2
coolcul :
amen 🙏 painful
2025-12-25 16:45:45
2
user5507471977082 :
amen mwari ngarambe akanditsungisa
2026-01-29 18:50:53
1
user5504888603354 :
munondikomborera mai
2025-12-27 20:38:06
1
MakaTakuNoku :
inonziii
2025-12-29 12:06:26
0
Gaffa :
uuum apa pane pataurwa nezvangu chete ini mwana but ok mwari vakazopindira
2025-12-25 12:32:00
2
Vimbai Matola :
amen munogona zvokutii
2026-01-04 08:26:08
1
_🩺💊PEE M0T0RS 07 JUNE BOX💊_ :
Amen Amen Zvikasashamisa Haasi Mwari
2026-01-01 20:57:33
1
alice :
😢😭zvakaoma ummm
2025-12-25 18:20:07
1
cajoe :
chengeta Mwana chete mwari ndiye anoziva
2026-02-09 19:15:08
1
user tabeth :
Amen💞
2025-12-25 12:23:47
1
Prince Sly :
too powerful
2025-12-25 08:20:32
1
user5504888603354 :
munda wedu urikuiita makatojara tichiona paye sedambe ...
2025-12-27 20:37:24
1
Amu :
unondisimudzira thanks keep it up
2026-03-02 16:38:55
0
Annie :
Amen Amen 🙏
2026-04-29 01:38:12
0
sam :
send me plz
2026-03-13 17:26:11
0
Mrs M👌 :
eish😪
2026-04-17 18:07:02
0
zivi😍 :
Amen 🙏
2025-12-25 07:24:31
0
To see more videos from user @nyaradzomaseva, please go to the Tikwm
homepage.