@chiccozw: #Vatezvara Official video on YouTube 🔥🔥💯🇿🇼mabviravira aObert Chari&Hakiren Stars👏🔥📌 #chiccozw🇿🇼 @Obert Chari Mebo @MpMediaZW @zim celebrity 🇿🇼🇿🇼🤔 @Zim Trending Entertainment🇿🇼 @Sweet Haven 😋 @Star FM @ZCCMbungo @ZIM CELEBS 🇿🇼

chicco.zw🇿🇼
chicco.zw🇿🇼
Open In TikTok:
Region: ZW
Thursday 25 December 2025 10:56:56 GMT
171433
5597
240
1169

Music

Download

Comments

badzaz_araujo04
Badzaz@04 :
Uyu wamoti Obert Chari imbudzi yedu chaiyo the GOAT🐐
2025-12-25 15:53:03
39
tha_supatwenty_5
~thatwenty5💫 :
tione maguyu asina masvosve (mhandara) simudzai maoko 🙋😁
2025-12-26 06:17:22
18
sheltermariachimo
shelly :
Musaite kunge musina kunzwa mutupo uyo Moyo to the weeeee 💖🔥💖🔥💖
2025-12-26 10:52:03
15
lowveldhunnie
Auxie Wenyu💗 :
vatikwanire hino makuhwa edu todini nawo
2025-12-25 11:23:14
11
christinemunzwa
chriss :
iyi inotoridzwa nevarume vanoda vakadzi vavo kwete isu nana Abhero😂😂😂😂😂😂
2025-12-26 16:33:18
9
godknows063
godknows063 , The Don :
anogonesa kudarika uye uye
2025-12-26 09:47:33
6
user6652285412670
user6652285412670 :
This is shumba this coming year vachinotora Mimie wavo🥰🥰🥰
2025-12-26 04:16:17
2
esohmudzingwa
Esoh :
Uchamboziya kuti ndiye Obert Wepa Mebho
2025-12-26 09:16:22
1
munyaradzilincoln
Munyaradzi Lincoln Mtisi :
murume anogona hake uyu
2025-12-26 06:05:14
4
pardonliberty
pardonmunyoro :
you are gifted
2025-12-27 20:27:14
1
alliesadzauchi
Allie @22 :
mazuva ano maguyu acho atova nemajuru chaiwo,bt kasong kanonaka zvako aka
2025-12-26 15:55:36
0
machuma220
MACHUMA SPECIAL :
munogona bhudhi ndonzwa kufara nemasongs enyu
2026-01-04 09:16:03
2
firerefyckker
@ mai Dhadha :
Wow❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️this is 🔥 obert
2025-12-29 18:48:48
2
user9141658599956
Madzimai Chichi :
Vanogona mukoma ava, Mashoko makukutu akataurwa apa 🔥🔥🔥🔥
2026-01-14 12:22:47
1
vale.mashinya
Eng Vale Mashinya :
deep meaning always
2025-12-27 14:43:54
1
nyonez.com
lyfez.. :
Mukoma Obert modiitira ... ndoti wedzerwai chipo chenyu ...
2026-01-17 05:29:46
1
chrispen.njobo
Chrispen Njobo :
..muchinda uyu wemuti Chari anogona 🔥🔥🔥🥰🥰
2026-01-05 11:48:46
1
nyonez.com
lyfez.. :
Mukoma moridza dzinoridzika chero pavanyarikani🙌🙏
2026-01-17 05:31:35
1
user68877459812058
Godknows chuma :
takaenda Nako kuTop 50 uye Kari pa5
2025-12-26 17:54:14
2
user2088854027361
love79 :
unechipo chako
2025-12-26 09:09:57
0
dridah5
Dridah :
huye Obert Anogonesa zve uyu.... Uri Chana chavatete vangu kahi ? Ndohwa kufara chizukuru 🥰🥰🥰🥰
2025-12-26 14:17:45
1
chibabachach
ishmaelmachingura :
Homeboy makapedza masports
2025-12-26 06:59:41
3
madammaja5
madamm5 :
Words matching with the video
2025-12-26 06:11:34
2
cliffordkurenzvi
Salome kurenzvi :
Mari chibaba
2025-12-27 02:58:40
1
ladyceefereza
Ladyceefereza :
pakuchema apo dai makaisa in haaa ndoyemesa but nice one tafara mukoma mebho kenzapa
2025-12-25 21:49:55
3
To see more videos from user @chiccozw, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About