@odogwu.okite.tv:

ODOGWU OKITE TV 📺
ODOGWU OKITE TV 📺
Open In TikTok:
Region: ZA
Thursday 08 January 2026 18:24:04 GMT
360608
11565
568
1110

Music

Download

Comments

user7355996834480
soko :
huyai rasta tichengetane tozoenda tese ku uk kwedu
2026-01-08 19:44:20
159
pee1t4
PEE1 :
Ummm akaroorwa nani mkadzi coz UK hakuna varume uku
2026-01-08 20:58:36
41
user20511324651986
Musara :
l think ,, maifanira kuremekedza vana avo before chiporofita ,vobuda havo panze coz munokuvadza vana they can't handle zvinhu zvakadaro
2026-01-09 10:23:47
52
user9374212168161
MaudMunanairi :
Voice rarasta kunge rangodombori
2026-01-09 06:05:34
38
maitt300
Mai Tt :
Ummmm Vakadzika takaoma veduwee asihazvina kunaka
2026-01-09 03:36:28
32
anasheangel3
Anasheangel :
ummm zviriko mulife wangu murume kumuwana akarara namai vake
2026-01-09 19:44:45
12
thatgalfromwedza
vee :
why patv vanoita sevanoona but one on one hapana chozivikanwa
2026-01-15 12:07:45
3
leewardmarufu
*"Lee@M"*🇿🇼 :
murume chaiye haasari pamba mukadzi achienda kubasa 😏
2026-01-09 15:07:25
42
tanyaradzwa217
🦓manjenjenje 🦓 :
Ndri kuti gona ana gona wake 😂vakadzi hatingochinje zve
2026-01-09 05:28:14
34
shumbafurnitures1010
Shumba Furnitures Enterprise? :
Ini mkadzi ane saka ndakatogara ndaramba handidi 😂
2026-01-13 18:07:22
6
felixaisam
flexx8man :
vakadzi muchafa rinhi
2026-01-09 03:59:13
7
b.r.g42
Brenda G :
I think yava nguva yekuti Varume vanamatirewo ma marriage avo…… Dzimba dzinoda kunamatirwa
2026-01-09 18:10:25
7
user8217334910240
MUDEKWA N.T :
ndokumbirawo ma directions ekuuya ku church from kwekwe
2026-01-09 04:43:22
11
silos.maboss
drey :
ko television ting iri ku background hanziiko 😁
2026-01-09 04:24:24
12
mellisas_closet
Melisa's Closet :
mukadzi mutsuku akasaroya anohura. as fr me no yellowborn pamwana wangu
2026-01-09 06:48:08
23
bossbollie
boss bollie @ :
vakadzi mwari avenemi
2026-01-12 09:37:09
0
egiecee
Egiecee🦚💙 :
Uri kunzwa sei nhai iwe mukadzi mutsvuku ane saka ari kucheater murume uri UK ....rasta nyaradzwai zvenyu nashe
2026-01-09 03:57:23
6
simbarashe.jekise
Simbarashe Jekiseni :
ndotenda Mwari ndiwo vapa murume uyu pfugwa dzekuti ayende kuno batsirwa 🙏🙏🙏 manaka Jesus Christ amen
2026-01-09 18:30:52
5
mollinemunyoro
Molline Munyoro :
itai basa baba makatumwa
2026-01-08 19:28:24
5
4everevelyn
4everEvelyn :
haaya
2026-01-09 19:26:28
0
maijujumamoyo
Precious Mutsauki :
uyu anodya mari dzevanhu uyu mxaa
2026-01-11 16:21:21
2
maivemkomana93
Amai1 :
ko vakangoenda vonoita fight for his marriage
2026-01-09 07:46:27
2
chigwida4
Max Chigs :
Ndosaka ndakavharisa saka remukadzi wangu yooo 😂😂😂
2026-01-13 22:46:41
2
mama.chichie0
mama chichie💕 :
vakadzi vatsuku bhurati shiti wenyu.
2026-01-29 19:55:34
0
tineigauchomadushwa
Tinei Gaucho Madushwa :
Vakadzi muchafa rini tizorore zvedu I think mukafa mese tosara tine real life
2026-01-09 05:07:19
3
To see more videos from user @odogwu.okite.tv, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About