ndini ndabatwawo ummm nyaya dziri kure neni busy thinking kt how to grow on my personal fast food business ♥️♥️♥️🤓
2026-02-14 02:48:53
19
bea chinhuru :
🤣🤣🤣 Asi munhu ngaonakidzawo ummm zvaiva zvakare izvozvo
2026-02-13 10:26:17
29
faithtariro :
haa hameno henyu muchati munhu haanakidze iye asitorina basa newe😂😂😂
2026-02-15 07:08:54
8
Ba mutsa :
ndinoda vasikana zvakanyanya asi ndine mukadzi
2026-02-14 07:07:56
8
ruwae♥️♥️ :
apa pabwtwa mukomana wanku chaiye wabdoda kusiya
2026-02-18 11:29:42
6
pbtechsolutions :
😂 haa saka wozobhowewa life yese coz ukuda roora chete
2026-02-14 05:30:14
7
COOL BOY HUNGWE :
uuummm ndakarambwa nekuda kwe communication
2026-02-13 20:43:41
9
Moyos :
Hooo bcz varume kaa asi isu vakadzi kunonzi mukadzi ndewekunakidzawo not kuva serious mukadzi do this murume anoenda be sweet ,asi varume kunonzi it's ok ndozvavari imi🤔🤔
2026-02-14 08:15:35
8
Tariebae😍 :
ndave naye anoboehwa but ndakazoona anekwanonakidza , anekwaanototaura fti