mhata yenyu zvishoma nezvishoma kune wese ari kuty mwana waJP akafa wazvihwa here comment section 😄 ♥️
2026-02-27 21:03:00
94
ppy :
ndokuda kudarika murume wangu
2026-02-26 04:52:58
30
mamoyo :
ndoisa malikes akawanda nepapi
2026-02-26 07:42:30
171
bless. chish. :
Vanhu vanoti haasi mwana wa Jah Praiser wani
2026-02-27 10:59:05
31
𝚃𝚛𝚊𝚌𝚢 :
𝚠𝚑𝚎𝚛𝚎 𝚒𝚜 𝚖𝚞𝚔𝚞𝚍𝚣𝚎𝚒 𝚓𝚞𝚗𝚒𝚘𝚛
2026-02-26 20:16:58
12
caicedo25 :
mukudzei junior is alive and doing well,long live muku
2026-02-27 10:40:45
67
anaaa :
wakafa uyu zvikutoti rwadza
2026-02-27 14:58:06
7
Mr BV :
Rambawakadaro mukudzei God bless you
2026-02-26 13:16:47
9
tafmak :
uyu ndiye akaimba song iyi hre
2026-03-18 10:22:12
6
Charity Makechemu :
haaaa ndakamboona jah achipa speech panhamo yemwana wake waniii
2026-03-01 19:11:52
9
Suzan Kiki :
I'm waiting for your song .please make my wish to come throw .big fan stylekidevevo
2026-02-25 20:35:46
11
Lucy bae 😍 :
mwana waJP
2026-02-25 20:31:36
15
mujah :
guys dont mix issues here. akaimba song uyo ndimukudzei mwana wajah prayzah butuyi akubuda apo papost ndoumwewo anofanana na Jah prayzah saka vanhu vanongomuti junior zvekuwanza coz of kufanana na Jah. havana ukama. pavari vari 2 hapana akafa.
2026-02-28 20:54:14
12
Bubotu Mungombe :
mukombe ndinokufarira
2026-02-26 05:11:18
6
:
Haasi mukudzei junior but he looks like jah prayzah too identical
2026-03-01 07:22:27
7
Anabel Angela sibanda :
hi
2026-05-08 05:53:40
0
Cutie💞 Daisy :
Shuwa mukwane imi kurikuda kuti afe hre kana imi musina vana azvirevi kuti akafa mukwane anenaro ngauuye mu comment section tipefdzerane izvezvi
2026-03-07 09:44:44
1
user3042661602348 :
uuuuuu avawo ava
2026-05-22 12:09:52
2
mukoma@ndadzoka :
Anogona uyu
2026-05-16 19:54:38
2
Hash Kid🤩💯 :
jah never die
2026-02-27 04:26:50
4
Akudzwemakuwa02 :
tamiriraimwe
2026-02-26 09:13:28
4
To see more videos from user @stylekidvevo, please go to the Tikwm
homepage.