@mugodhi_apostolic_member: Replying to @q19803 Varoma 12 (SHO) 1 Naizvozvo ndinokumbira zvikuru kwamuri, hama dzangu, netsitsi dzaMwari, kuti muise miviri yenyu, chive chibayiro chipenyu, chitsvene, chinofadza Mwari, ndiko kunamata kwenyu kwomoyo. 2 Musaenzaniswa nenyika ino; asi mushandurwe murangariro wenyu uchivandudzwa, kuti muidze muzive kuda kwaMwari kwakanaka, kunofadza,kwakakwana.#mugodhi_apostolic_member
Blessed Chateka
Region: ZW
Monday 18 May 2026 07:18:13 GMT
Music
Download
Comments
@Ledza@ :
these songs dzinondisvitsa pakadzika dzika pemoyo wangu
2026-05-19 14:34:03
45
Ur__Boy__Muna :
pfoooooo
2026-06-18 12:02:12
2
🌸 blossom :
orokiiiii🥰🥰
2026-06-15 21:35:41
1
word_by_ru :
name of song n singer please
2026-05-19 11:38:11
9
tanatswa :
Amen baba munoziva zvamunoit
2026-05-19 11:15:39
6
Tee Extra :
this hits me really hard
2026-06-11 12:51:52
1
Starr🌠 :
Vanoziva zvavanoita baba
2026-05-18 18:07:15
7
@Maitravo :
Mwari munoziva zvamunoita muhupenyu hwangu🙏
2026-05-18 18:44:29
7
Rue :
😭😭😭😭2026 have been so good for me I will be forever grateful
2026-05-21 09:13:56
7
Magumbo :
church iyi irikupi situation yangu mwari 😭😭😭😭🙏
2026-05-26 21:21:12
7
Eunice Ndlovu :
mwari munoziva zvamunoita zvamunoita muhupenyu hwangu 🙏
2026-05-19 14:19:52
9
Yaks :
Amen
2026-06-27 11:00:12
1
Malon 03 :
ngarumbidzwe Mwari tichivaimbira rwuyo runonakidza kudai.
2026-07-15 18:43:20
1
Perceive❤️ :
Amen
2026-06-01 18:46:17
1
Jecks Man bee 🐝. :
amen amen amen
2026-05-28 05:23:01
1
Tashex :
amen amen
2026-06-03 17:24:28
1
GRACE MUFUNDIRWA :
motiswededze Pana tenzi rambai makadaro
2026-07-03 10:00:16
3
user9003408322613 :
𝙰𝚖𝚎𝚗 🙏🙏🙏
2026-06-02 20:32:30
1
swaga Girl :
Amen 🙏 🙏
2026-06-02 09:34:35
1
lowfradge :
amen 🙏
2026-06-08 06:25:43
1
stancy ♥️manjex🦓🦓💯 :
I love this church 🙏
2026-05-24 19:06:34
1
Makatendeka ❤️🔥❤️🔥 :
Amen😊
2026-05-20 11:22:29
1
@ shaplaz :
mwari ngavakudzwe
2026-06-13 07:31:56
1
Kudzie :
2026-05-29 18:44:29
1
To see more videos from user @mugodhi_apostolic_member, please go to the Tikwm
homepage.