@kbmurondah: Kelsea young sister ya dyonne enjoying love na Collin #kesleytafirenyika #collinsmnangagwa #kbmurondah #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #zimuk🇬🇧🇿🇼tiktok
love is a beauty thing haa wakapinda mawhite kelsea
2026-05-27 19:50:53
3
I’m-Mafaro :
Ma twins azonetsa aya Aiwa 😂😂😂
2026-05-27 10:15:01
223
Makhu :
😂😂😂😂musoro uyo touziya
2026-05-27 09:46:08
307
Nono😇 :
anything wrong?? is he married asi?🙏
2026-05-27 14:02:43
70
Glow and envy by Chelsea :
Hanti they are married
2026-05-27 14:30:57
37
♡︎ℳ𝒶𝓇𝓉𝒾𝓃𝒶🎀🦋 :
Ndipeiwo number dzaCollins panw zvandiri kuda kubvunza
2026-06-01 09:50:30
14
Way Maker :
ndiye murume wa Leya na pokkie hre murikutiiko ndiudzeiwo
2026-05-29 05:14:41
6
ani_xarr :
Mundidzosewo pano😭
2026-05-27 08:38:28
47
MaMoyo-Manyama❣️🇿🇼🇬🇧 :
ndiye wa popo
2026-05-27 17:00:34
2
TashaZoe :
Haaaa mari yenyika ndeye the munangagwa chete 🤞🏾
2026-05-27 19:15:36
14
Samantha Shumba :
kana vakaroorana zvinebasa rei hant ivo maiguru kusaenda kutozvitambira here saka regai vanhu vapostane in peace vanhu vakuru vanotoziva vakaroorana hapana chinyowani apa iye angatobvume kutyiswa nemi mazimba akapusawo or mybe anzi bvisa nemurume wacho but kana riribarika vanhu ngavaite zviri fair wani ma first wife anobvumidzwa kuposter wani
2026-05-27 15:43:33
6
reggae music :
zvigananda
2026-05-27 16:19:25
4
main character 🫶❤️ :
they are married so what?
2026-06-14 01:46:32
1
T :
Saka?
2026-05-27 19:46:39
1
Brenda 😍🥰😘 :
inini ndotanga nda downloader ndozoona azosara o deleter hake tavanaro😂😂😂
2026-05-27 12:38:10
3
heatherpokets :
Vanhu varikudanana kunze uko
2026-05-27 09:36:47
4
Crystal Cosmo 😻 :
I can’t find they accounts
2026-05-27 09:40:10
2
blaq_pearl27 :
Haa gotsi iro
2026-05-30 14:20:21
0
To see more videos from user @kbmurondah, please go to the Tikwm
homepage.