@shinsomanthedancehallfa1: kangani ndichiti ndiwe wakatora moyo wangu bvawawulocker

shinsoman
shinsoman
Open In TikTok:
Region: ZW
Wednesday 27 May 2026 19:16:43 GMT
173649
19656
475
329

Music

Download

Comments

yoe74223
yoe💓💓❣️ :
musazodaro soo, pamunomboti zii munoda tinzwe ani 🥰
2026-05-28 07:19:19
262
tashakay.1224
tasha :
haaa your voice is powerful chero ukango kosora ndoisa like🔥
2026-05-28 05:32:24
300
ceebabes31
Ceebabes@31 :
yaa vaya vaiti zvinonzi ndiwe wakatora moyo wangu wabva wau logger huyai pano muzvionere maida kutondivhiringidza nhai...imika..🥰🥰🥰 ringtone yemunhu wangu akafona 🥰🥰
2026-05-27 23:52:04
74
user8856915303436
Fofo :
cheers to us tikupengeswa nayo song iyi apa tisina munhu wacho 😊😊
2026-05-28 08:13:25
88
tino60282
tino :
zvesong ndizvo eh but ndine Nani tafarira hairstyle 🥰
2026-05-28 08:31:30
55
marynyahando
memegal @01 :
ichi chirikutipengesa apa munhu wacho handina 😭
2026-05-28 07:22:51
20
radzoman
radzoman :
one guy who can earn a living without music ...
2026-05-28 09:14:31
10
yvonne.tbae
Yvonne tbae :
munhu wangu 🥰 zvichengetedze ikoko 🥰
2026-05-28 07:33:46
9
callmemamachanelle
Tana :
song iyi ndakanzwa kunakidza kwayo pavoice raShinso
2026-05-28 10:42:11
6
mrs.and.mr.mushavi
Mr and Mrs Mushavi🫶💞💞 :
apa makapedza broo
2026-05-27 19:59:37
34
lwah6928
Lwah :
your voice🥰
2026-05-28 11:35:21
5
kupacuzz97
Prettyeverything 💫🫦 :
Haas song iyi yaita mubudikire paMap manga manga mamboendepiko😩🥰
2026-05-28 07:15:16
10
big.myke6
Big myke :
Baba dhivhande❤️‍🔥
2026-05-28 06:26:02
10
nailsby.nono
Nails by Nono | Maths 👩‍🎓 :
Ndoisawo maNails akanaka muHarare 🥰
2026-05-28 07:34:14
6
gamupaulyn
gamupaulyn :
inlove with this hit song
2026-05-27 20:37:02
7
mai.kayden49
mai kayden😘❤️ :
Your voice bro never disappoint me 🔥🔥🔥🔥 u nailed it keep going you are burning fire 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🥰
2026-05-27 19:47:43
12
adel12745
Adel :
munhu akaita vaimbe this song yesh mai divhande mopisa ummmm this song ndoida 🥰
2026-05-28 04:05:05
7
takundamutizhe
at Double N :
itasooo phone dakuona musikana uyoo😂
2026-05-28 17:48:22
0
user1755860005509
@soko🌸 :
watitenderedza brain ne song Yako dea kuti tende tende tende ,🥰
2026-05-29 19:38:18
3
mitchelmimie
Mimie Mitchel China 🇨🇳 :
Baba dhivanti 😁❤️
2026-06-02 16:19:59
2
To see more videos from user @shinsomanthedancehallfa1, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About