vana ava are going through hard times Atarah is crying veduwe
2026-05-30 15:17:50
69
mama zii 1 :
lulu vacho excellent pavana 💗💕
2026-05-30 14:29:04
33
vee64469ppp :
Mukutaura henyu zviri positive pana lulu but ini ndaona kakuzungaira 🥹🥹
2026-05-30 18:28:13
51
Baby Mae💞🎀 :
ko mwana akuchemei ....well done lulu at least you are caring
2026-05-30 14:09:08
15
nashiemupunga :
ukaona ndikapotsawo this year ndobva ndaziya kuti yangu marriage iri mhiri kwemakungwa
2026-05-30 13:18:25
21
VeeRamjee02 :
Aww seeing Lulu with kids heartwarming
2026-05-30 13:18:42
52
tt pfidze :
lulu ngaasiye vana sonja pliz anoutiuraira vana vasonja uyo anonyeba kuda vana she is in mission munhu uyu don't comment kuti lulu anoda vana immi it's not a joke kuchengeterwa vana nemukadzi vababa imii ,pliz sonja take your Kidz vanhu vashata mazuvano sonja unokuvadzirwa vana wako ,as i am I'm not happy with this vachivhayo don't abuse vana siyai vana vana mai vawo pliz yu wil regret this hamuna zvamuri kugona vambinga kutiradza vana vane small House wat is that ?? lulu ngaazvare wake
2026-05-30 18:50:12
7
Mai J.T ❤️❤️🩹 :
Zvisiri zvekupretender mai mukuru wemazuva vanoda vana😍❤️💞