@wicknellchivhayoo: HALLO FRIDAY...ndiri kufara ne kutenda vana Baba basa redu re musangano we gore riri kufamba zvaka naka. Ko iyi ndiyo church inodadisa yake iye Mutumwa Baba JOHANNE pachake MUKURU WE MAZUVA...Aiwa ndaka fara pandakaona video iyi saka naizvozvo MAKA FADZA MURUNGU , varume mese vari pa video ve COMMITTEE yesu ye musangano mune kodzero yeku tsvaga my little brother anonzi PHAROAH kana kuti NAISON CHIVAYO JNR. Mumwe ne mumwe wenyu anopihwa 2000 USD yake MUSVO mwedzi wega wega kutanga nhasi then 1 July na 1 August kuti asazoshaika pa ma meeting iwaya aya aka kosha. Madaro mapedza munoenda pa GOLDTECH ELECTRONICS muna George Silundika munoona hadzvadzi yangu ipapo inonzi KUDAKWASHE mumwe ne mumwe anopihwa zvekare SAMSUNG S26 ULTRA yake. Mupostori haabvumidzwe kushandisa ka mbudzi kasina Internet ne camera yakanaka. Zvese munoisa right hand man wangu MADZIBABA OWEN VELVET pamberi pasazoita matsotsi anokwana pane zvisiri zvavo. Ndinoda kuku vimbisai kuti musangano uka famba zvaka naka kana imi muchafara ma commitee members mese nekuti takanzi ZVINODA RUNYARARO MUKATI ME NYIKA...Baba Mose na Baba Owen handizive hangu asi ndine hope dzaramba dzichi dzoka dzandi shungurudza ,ndiri ku rota muri vaviri pano pera musangano muchi driver ma BRAND NEW 2026 RANGE ROVER SPORT ewhite asi ma commitee members ese mumwe ne mumwe anga achi tevera ku mashure kwenyu ari mu pick up brand new yanga yakanzi TOYOTA HILUX 2,8 GD6 single cab. Handisi MUPOROFITA hama dzangu ndiregerereiwo ihope dzaramba dzichi dzoka kana ini ndashaya zvadzino reva pamwe muka bvunza ku masowe kwenyu tingawane mhinduro. Takanzi VAROTI ne VARATIDZWI ngava namate saka ndiri kuedza kunamata ne pese pandino gona asi chandino ziva hangu ndechekuti INI NDINO FARA KANA NDICHI TAURA ZVICHAITIKA...Next week Sunday musi wa 14 pa gumi nembiri ndadzoka ku London ndichauyawo kuzoonawo progress ye basa redu asi ndapota ndigadzirireiwo pakanaka peku mhara ne CHIKOPOKOPO ndino famba nezvitatu nekuti zvese ndinoita mu zita rake Baba nere mwana komana nere mweya mutsvene. Iyi yamucha pihwa na MADZIBABA NAISON nhasi haina zvayo basa neni ini se mwana ane rudo pandinouya next week handizo tadze kuku vigiraiwo ka 1000 usd pa munhu asi mukazondi denga makuimba ma verse angu pandino svika MUNONDI ZIVA ndinobva ndaonererwa😂🤣😂... NDATENDA muve ne zuva raka naka re kunamata tinoonana ne SUNDAY...🙏🙏🙏