Wangu murume wainditumira chi song ichi apa achimitisa sisi vangu ayiii
2026-06-14 12:00:14
23
Nefton Chikata :
kare kwaiva nerudo rwechokwadi
2026-06-13 16:40:35
32
ADZ dzimbanhete :
Ndaikumbira vadzimu vanku ko manonokerei kundizvara !!!!!!!! ADZ
2026-07-16 11:57:40
1
mhamhabee :
kare kunenge kwainakidza chete vanhu wachikechana nyoro 🤣🤣🤣🤣
2026-06-14 12:52:59
8
user9352706781299 :
rudo ruchiko here veduwe
2026-06-13 18:11:06
6
Josephe Chigovanyika :
Madays aya ndaidanana nasuger mama mupurisa ine 41 yrs ini ndine 20 yrs, iii Mai yoyoka haya akazongoenda nemwana wangu nanhasi, Mrs Tambaoga muripi nemwana wangu
2026-08-10 05:20:25
1
Ndlovukazi :
When everyone was still alive 🥹
2026-06-14 16:23:29
9
Dj kwekwe :
anyone to translate in English please 🙏
2026-06-14 06:01:56
0
Star Liner :
Rega vanhu vafe ne edzi zvima song zvainakidza izvi
2026-06-14 08:20:48
10
Meee :
mazuva aya ndopaipiwa inonzi ndumo kuratidza kuti ndakuda
2026-06-14 08:12:04
5
@ ur-boy lil taa6 :
type yeshort😂
2026-06-14 07:15:48
2
Gabby Mwale :
Continue RIp
2026-06-14 19:07:39
1
HappyPeople :
The Great John Chibadura, the Legend.
2026-06-14 21:05:07
5
The Sanctified King🔥 :
Imi ana Chibadura chimbomukai Zimbabwe iya yazoshata yamakasiya yakanaka..
2026-06-15 06:26:55
5
EMASON MNANGAGWA :
Ndziyo iyi Yhoooo♥️
2026-06-14 19:56:09
2
Isgaaq Smith :
dzakaita mukurumbira respect ✊
2026-06-14 09:07:43
2
Umsolopogas :
tshova tshova tshova tshova tshova George
2026-06-14 16:44:20
1
Bnbn Nkomo :
our parents enjoyed shame
2026-06-13 18:08:21
7
MAMUNA MKULU :
John take your rest.
2026-06-13 05:30:41
4
Sox :
Legendary 😎😎😎
2026-06-13 19:21:30
2
yusufu alie :
nice
2026-06-14 09:24:13
1
V@l€01 :
I was cameraman that tym
2026-06-17 14:58:52
1
Tatah :
Kkkkkk kkkkkk
2026-06-14 17:35:04
1
Turn Tee :
before Captain Britain
2026-06-14 09:34:58
1
To see more videos from user @ba_tee96, please go to the Tikwm
homepage.