It's just a gathering pastor, I think matirasike, pese paunganwa panongoda shoko. Ko guva rinocherwa nezvidhakwa munodii kusatenda. Plus chitendero chakavinga vatadzi. I think pastor you want to trend with this sermon
2026-06-21 05:23:27
12
Fine China👱🏽♀️ :
I think inyaya yekungorangarira our loved ones vakaenda
2026-06-21 09:56:43
3
mn :
people need to know how to separate culture from evil practices. the pulpit has demonised every african culture we have and its very sad
2026-06-21 06:28:26
17
Ngoniebae :
Are you saying its demonic kuunganidza vanhu . Family members must be involved muzviitiko izvi to avoid family conflicts ndoo paucharohwa kuti wakaromba that's why wakaenda vega.Not every culture and systems are evil mufundisi don't major the minor
2026-06-21 06:14:22
5
collenmukurungwa :
Chokwadi chataurwa ndechekuti isu vatema tinonyanya kukoshesa rufu. Unoona kuti kana munhu achirwara vanhu vatema hatimhanyimanyi asi parufu tose tinomhanya. Vakuru vakati seri kweguva hakuna muteuro.
2026-06-21 08:37:02
2
Phebion Makaza :
Have you noticed that 99% if not all graves are dug by zvidhakwa. Ukasatenga doro haricherwe. Vechurch vanenge vakapfeka masuit nema uniforms avo asi havauye kuzochera guva
Church ngaiitewo vanhu vayo vanochera makuva kuti makuva acho arambe ari "holly"
Muguva raBishop vako ukaita zvekutamba rinopindwa nevanhu vanenge vaine mbanje coffin ravo rikagara pamusoro pe seed rembanje
2026-06-21 11:52:56
0
Mai Nene :
pastor munenge marasika. Mucharasa vanhu pastor
2026-06-21 06:46:43
2
Miles :
Hapana chajeka apa Pastor, haikona kurasisa vanhu pachena. Zvekuti ndakakunyima mota uchida kuenda nayo ku visit yemwana wechikoro zvinei nekuiswa kwe tombstone, it only reveals moyo yenyu inobatirira zvigumbu pazvinhu zvamusina kushandira. What’s wrong with hama neshamwari kuungana honouring your beloved one. Itai order uko ma Kristu, kana usingadi kubatira pamwe nevamwe just don’t, kwete kupa vanhu wrong doctrine
2026-06-21 07:30:36
0
thedavisonsofficial :
Amen instead of kuunganira guva kuda kufadza akafa zvirinani kuungana kuti tivakire mubereki mupenyu arikurarama imba
ichoooo chokwadi vanhu vachiripiswa heee hatiuye makatanga sei tisipo
2026-06-21 08:39:02
0
african prince :
Ma church takuda kungo tsvaga fight ne zvinhu zvese
2026-06-21 05:13:31
3
Kefas Nutrition :
It's just a family gathering, why then do we gather people pa burial panemakomba acherwa nevakomana vembanje and ask mufundisi to be there. I think it's about motive..for some it's just closure nothing demonic.
2026-06-21 06:39:51
3
priscillamnyengera :
haungomuki woti ndakuvakira guva zveee chero munhu akafa chaiko haungomuki watomu viga it's the same thing. there is nothing wrong gathering together for tombstone unveiling.
2026-06-21 11:21:19
0
prim rose :
Full sermon please
2026-06-21 10:39:09
0
Pranko 🫢 :
I don’t agree with this preaching totally. The bones of Joseph (along with other ancestors) were carried from Egypt to Canaan to fulfill a solemn vow.
2026-06-21 10:27:38
0
Baba Erne n Ru :
i think mufundisi ndeve seventh day chete
2026-06-21 08:32:29
0
Kefas Nutrition :
Still my question is what's wrong with family doing things TOGETHER as a family. Not everything is demonic. Isu imba ikatovakwa totoungana nemufundisi semhuri. Tichifara sehama.
2026-06-21 08:36:23
0
garwe :
ko pakucherwa kwenguva hapaputwe manje here nhy pastor
2026-06-21 03:38:41
1
gilbertmurimirwa7 :
fact pastor
2026-06-21 12:33:22
0
lizzy 💫 :
amen katatu
2026-06-21 12:31:44
0
T1 :
ummmm
2026-06-21 12:25:27
0
Ronald Chidumo :
uriduzvi
2026-06-21 12:00:27
0
nomah Kay's :
ese mazita amoravira vanhu vakafa musarasa vanhu imi kana musina basa nehama nekuti dzafa siyayi vanemoyo inotya mwari vaite zvakanaka
2026-06-21 11:55:45
0
lemuel majuru :
apa mafamba mufundisi
2026-06-21 01:56:16
0
To see more videos from user @luckboy.munsaka, please go to the Tikwm
homepage.