@babapislogie: Guta reMachemero teerersa kwete kungoshoropodza masowe misi yose #babapislogie #torapanura_babajowani #vapostori #masoweverses #gutaremachemero @Guta ReMachemero @BABA RUSHANGA @giftbhosha @vheraj @takulife

Baba Pislogie
Baba Pislogie
Open In TikTok:
Region: ZW
Tuesday 23 June 2026 18:52:29 GMT
94105
3881
374
284

Music

Download

Comments

samaz0976
Special Class :
Guta ngaaite zvake not kurwisa tsananguro zvaaakuita izvi
2026-06-24 08:03:26
15
edson.mukonyo.tem
Edson Mukonyo Tembo :
Roman empire and Roman Catholic are two different entities
2026-08-12 20:13:42
0
www.tiktokwista03
Wista**wista🙏 :
Pazvainzi tiri vana vebvudzi pfupi zvaingoreva chete kuti bvunzi redu rakasiyana bedzi nevachena vanebvudzi rinoyerera rakakura not kugerwa
2026-06-24 09:41:42
13
tinasheashfordchitagu
tinasheashfordchi :
Guta anonyepa chinonzi musamariya zvaireva kuti Samariya nekuti pakamukura anaMaria kubwiro vakaenda vakasunga madhuku marefu refu aitsvaira pasi kudzima tsoka kuti pasawane anoona kuti pane ambovika kubwiro ndopakabva Zita rekuti musaariya
2026-06-24 04:44:21
11
tripledee147
Triple Dee :
saka ini ndinopokqna nekunamata dzimwe nguva sei murikupq mufanan8dzo wamai mariya vainamata Roma iyi yaive tsika yavo kaaa kunyika yavo sei imi makabvuma ku coloniswa navo muchirasa tsika yenyu sevatema
2026-06-24 07:07:34
8
george.t.one
George T one :
Dengarinoisa grow baba munotendwa
2026-07-23 09:12:53
7
user1737820446880
chitova :
amen
2026-06-25 06:41:46
3
williemahove
Willie Mahove :
IMIMI HAMUZVIZIVE HERE KUTY UYU AVE TSIKA MUTANDA SIYANAI NAYE MACHEMERO AVAKUPENGA
2026-06-24 06:10:18
10
hotprop
hot.boy 24/7 :
totenda nedzidziso ipapo mambo dzidzisai hwai dzizive nzira yekufamba nayo
2026-06-23 22:15:22
11
tafadzwa.makoshor2
Tafadzwa Makoshori :
nyika inowana zivo yipi manje apa inoyendesa vanhu pedyo naMwari
2026-06-26 12:50:53
1
user4805782792454
baba Tania :
ichokwadi hakna mkadzi anoramba murume agoramba achitaura zvakanaka pamuso pake.padzokororei vanhu vanzwisise vakudze kuparidza Jeso kwete kushoropodza mamwe masangano
2026-07-10 11:37:48
1
succey92
Succey :
ndonotenda munhu wamwary mayenzanisa chokwadi
2026-06-25 13:58:10
2
madzibba.epha
madzibba Epha :
Saka machemero uri mutumwa here iwe
2026-07-31 19:42:35
0
tsitsimpasi3
tsitsimpasi381 :
amen
2026-06-30 13:14:31
1
mararamishiecky
Mararah Mishiecky :
Amen
2026-06-25 07:44:44
1
user.ronald.127
user Ronald 127 :
mambo mupengo akatora hembe dzako uchigeza ukamumhanyisa unodzi iwe ndiwe wave mupengo meaning siyanai naye mupengo uyo paatotanga kutaura kuti vakadzi zvatoratidza kut Hana rukudzo anoti vakadzi imhombwe uyo murume guta
2026-06-25 02:21:22
5
blessingmazhowe49
Blessing Mazhowe :
bible rinoti mukadzi hagerwe nekurukwa anogadzira bvudzi rake ndomunerunako rwake
2026-07-07 10:42:02
0
gakpo.1884
GAKPO 18 :
amen
2026-07-24 18:19:36
1
masendeke05
Pride 407 :
haaaaaaa ini zvemasowe no no no no no no no no no no no no no no no noooooooooooooooooooooooo andidi kushandiswaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaa
2026-06-26 14:49:54
1
maguu8364
maguu :
imi siyanai nababa Guta imi kana muchiziva kut munonamata zvechokwadi namatai muende kudenga. siyai nhau dzekuita majudges muzvitendero umu.
2026-07-24 07:10:19
1
bkufakunesu
Brighton Kufakunesu :
baba kana zvichinzi bvudzi pfupi, paitaurwa rekuwedzerera, asi rako chero rikakura arinabasa
2026-06-26 12:07:08
2
remigiomuzerengi
Remi :
Amen amen amen
2026-06-24 10:48:10
2
destinybeautiful91
destiny 1212 :
amen
2026-06-24 08:25:30
2
maikayisa
Mai kayisa :
guta musiyei akapanduka kare
2026-06-25 10:04:50
3
To see more videos from user @babapislogie, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About