@mathiasmhereofficial: Pasi pano pane vanhu vaneGodo ndabvuma,Tirwireiwo Mwari #TauraTinzweMweya..

mathiasmhere
mathiasmhere
Open In TikTok:
Region: ZW
Monday 29 June 2026 05:20:33 GMT
224381
19698
262
1486

Music

Download

Comments

mai.maka49
Mamoyo @ 89 :
Asi Mwari vanonzwa vakaita sei uye vanodavira minamato yakaita sei😭😭
2026-06-30 05:27:20
48
user34287661315981
nyashadodzo :
song irikuuenderana nesituation yangu😭
2026-06-29 11:46:45
117
maivemukomana03
Thando Diaries✨ :
Kuvengwa nevanhu vausina kutadziraa mmm Mwari tibatsirei🙌🏽👏🏽👏🏽
2026-06-29 15:23:05
32
mr.nyawo.07
🛣JUSTICE WITNESS🛣 :
Mathias mhere is back to the game
2026-07-05 09:58:11
6
mikeeaganchimwaya
Mike Eagan :
inini ndine vakati ndichavatsvaga chete ndongoti mwari itai kuti vazonditsvaga ivooo🙏🙏
2026-06-29 10:32:15
29
lovejoy.p.murambw
Miss Pee🥰🥰 :
Dai zvikasaenda nepamwe mwari
2026-07-09 08:30:04
1
phillymj3
Mj :
😭 Dai zvikasaenda nepamwe
2026-06-29 13:06:59
15
user3317230119549
user3317230119549 :
amen and amen 🙏 broo🥰
2026-06-30 20:09:53
1
user4102135559204
user4102135559204 :
Amen powerful 🙏
2026-06-29 19:18:31
1
user3390495859605
slowman :
Powerful
2026-06-30 06:17:54
1
sehhothead
Seh Hothead :
big tune 💯
2026-06-30 17:17:32
2
georgina.zanovhi
Georgina Zanovhi :
kuvengwa nevanhu vausina kumbotadzira uuum zvakangooma Mwari ngavapindire
2026-07-20 12:20:00
1
lifetokwe5
Life Tokwe :
Ameeen
2026-06-29 18:25:46
1
kudzai.nyakudya2
Kudzai Nyakudya :
powerful
2026-06-30 22:09:07
1
user357328421416
patience :
amennnn
2026-06-30 04:08:37
1
nene.official123
Nene🙇 :
Dai zvikasaenda nepamwe mwari ❤️❤️❤️❤️
2026-07-31 08:37:20
1
user59616840766236
zaah🩷🌸 :
dai zvikasaenda nepamwe 🥹
2026-07-02 08:15:37
5
tashrei
tashrei ♉️🦋💞 :
Dai zvikasaenda nepamwe 🙏🏾🙏🏾🙏🏾
2026-07-09 06:52:58
1
kingbenny31
King Benny ✨👸🏾❤️ :
Mwari kudai zvikasaenda nepamwe amai varikukura 🥺
2026-07-09 20:31:16
1
user26141078154804
user26141078154804 :
name of song
2026-06-30 09:32:39
0
ashleymufabeni547
ashleymufabeni547 :
Dai zvikasaenda nepamwe😭😭
2026-06-29 19:20:34
3
user8196273797470
Saul :
wonderful munondigonera zvangu
2026-06-30 20:52:21
2
fransiscakufa
tinotenda tv :
Amen Amen 🙏
2026-06-29 10:28:33
0
mainane00
nene :
MWARI. Itai kuda kwenyu tichengetei amen
2026-06-30 11:07:29
2
user27925290455414
coco :
haaaaa va mhere avazotimakise hedu 🥰🥰🥰🥰
2026-06-29 09:36:47
4
To see more videos from user @mathiasmhereofficial, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About