Macheso chifuva chakazara masese haana mweya wekuimba zvirikubhowa izvi, apa busy kudhonzana nevanhu pa stage time dzebasa. That's why Dewa remains the best in terms of stage management and performance. ma Vocals kuita masese ega ega
2026-07-05 14:32:55
3
elacky dauto :
discord second voice's
2026-07-05 09:06:04
6
makanda :
Elton discord
2026-07-05 09:01:34
4
Monger :
on Murume macheso was on Lead ko airidza Bass ndiani???
2026-07-05 10:32:34
5
Sir Muchix :
Elton haambomira kuimba pari kubhaizika apo
2026-07-05 14:07:15
6
Mr Joe :
Anogona zvake Macheso but most of the time is wasted pazvunhu zvisina kana basa,stage is overcrowded,iye anongobatabata gitare neparisingakwani zvoshatisa zvimwe,Dhehwa vaimbotanga vapedza song yavo voizoita zvima chilli chilli izvo,kwete kt song iri pakati vanhu votozara haaaaaa order mhani
2026-07-05 11:53:41
2
DxsirObxyMvkvt1r1 :
magitare haasiriwo ayo
2026-07-05 15:57:29
0
Mitrovic Knowledge K :
Mufesi anovamba uyo ishasha
2026-07-05 15:08:39
4
Ishumael Kudakwashe Pedzisai :
Haaaa pamaVocals apa mukutiregerera Mudhara Macheso
2026-07-05 14:09:42
2
Tsuroclive :
Re-placement yedu ,inoshaura iyo 💪💪💪
2026-07-05 07:43:23
6
CID mutorashanga :
Ndofa nenyoro🔥
2026-07-05 08:18:39
1
Tee Bae😍 :
shasha yedu🥰🥰🥰
2026-07-05 08:06:51
0
Paul Fanzani :
Elton haa discord 😅
2026-07-05 12:22:39
5
Tinashe Mhishi :
Bass Rina Noweleeee
2026-07-05 08:32:52
2
Tiaching#2020 :
arikudaira Aiwa .Goddy doing great job
2026-07-05 13:47:33
2
Eng.Vengai Chaima :
security manyama
2026-07-05 11:45:44
0
Maxi10 :
thanks Zviko for bringing us gud stuff
2026-07-05 11:06:12
1
lovedun :
lead vocal 💯 back vocal 50/100
2026-07-05 19:56:51
0
lovedun :
back vocal ummmm pakatadzwa basa apo
2026-07-05 19:54:55
1
Joseph Lungu :
luck angaaripa basa
2026-07-05 19:51:17
0
Joseph Lungu :
haaa drama macheso vapfanha avohavasi sirius
2026-07-05 19:50:34
0
Mthoo waBee😍 :
bv wass off key
2026-07-05 19:43:30
0
Sthwalosenkosi :
kkkkk Discord iyooo. Franco did the backing in this song
2026-07-05 19:33:43
0
forbes :
ishasha iyo
2026-07-05 08:16:04
0
To see more videos from user @zviko.mupasa, please go to the Tikwm
homepage.