@kelly.gombakomba: Mashura pa Roora day part 1 Chegutu Nyabhangwe kune mhuri yakaita kaungano ichironga zvemarooro aida kuitwa , mukwasha ainge atopa date , apa ungano yanga iri yekutaura kuti marooro achafambiswa sei.mwanasikana aida kuroorwa ane 16 years.Vehukama vari paungano kudaro kwakabva kwaita umwe murume, hama yakapikisa kuroorwa kwemwana uyu ichiti "mwana mudiki uyu ko iye mukwasha haagone kumirira mukadzi wake akure here nekuti izvi zvichida iye asungwe nesu tichatambira mari tinosungwa zvakare kuti taroodza mwana mudiki".Vabereki vemwana nevamwe vehukama vakaona kunge hama yataura izvi nekuda kwegodo kuti mwana akuroorwa, zvekuti havana kuwirirana nezvaitaurwa nemurume uyu.Kubva zvaitwa ungano hapana kupera mazuva akawanda musikana uya aida kuroorwa achibva arohwa nezvinhu muromo ndokuenda padivi.Arohwa nezvinhu kudaro aingotaura zvinhu zvakawanda wanda , zviya zvekurotomoka achitaura mazita evanhu vakafa kudhara.Aitotaura kuti ari kuona vanhu vakafa kudhara , vamwe vacho vakafa asati atombozvarwa asi aivadeedza nemazita. musikana airwara uyu aisagara nevabereki wake , aigara nambuya wake vane 97 years aigara achivachengeta sezvo ava munhu asisakwanise kuita zvakawanda , mbuya vacho havaone.Mbuya wandiri kutaura ava ndimai vababa.Nekuda kwezvairongwa izvi , mbuya vainge varipovo pamusha , vakauya pakauya mwanasikana.Kurwara kwaiita musikana vanhu vaifungira murume uya wekumboramba kuti mwana aroorwe vachiti achiri mudiki.Hurwere hauna kupera kusvikira pamba pazodeedzwa muporofita.Muporofita paakauya akati "munhu wese anga aripo pakaitwa ungano ngaauye pano".Pakataurwa izvi vabereki vemwana vakabva vatoti murume uya chete ndiye honzeri , asi muporofita akaudza amai vemwana airwara kuti "mupfungwa menyu izvozvi matobata muroyi venyu asi manje munhu vamuri kufungira haasiye , handisi kuda kunongedza munhu asi chokwadi chichabuda pachena chega".Muporofita akati "ndiri kuda mwanasikana asati aziwa murume, aende kunotora hari iri mumota mangu afambe achimwaya vanhu mvura".Kwakazonokumbirwa mwana wepanext door kuti aite zvinhu izvi, ndiye akazouya achimwaya mvura kuvanhu.Vanhu vakamwaiwa , ambuya vaye ve97 years vachibva vamwaiwavo.Pavakamwaiva dhimoni rakabva rabuda , mbuya ndokutanga kufamba nedumbu. mbuya havagare pamba apa , pavakauya vakapihwa room yekuti vange vachirara saka vaifamba nedumbu vakananga kuroom kuya ndokuudza vanhu kuti vatarise muDrum kuti munei.MuDrum maive nemhunga mbuya vakaudza vanhu kuti vatarise pasi pasi pemhunga kuti panei. pasi pemhunga muDrum pakaonekwa pane hari yakavharwa , pazvakaonekwa pane hari mbuya vakabva vati "musabate hari iyoyo munokuvara , vanhu vakamboda kuita nharo vachiti ikasiiwa inozobviswa nani asi mbuya vaingoramba kuti hari ibatwe".Mbuya vaiti "ndotora hari yangu ndega", asi vanhu vaishaya vanoitora sei ivo vasingaone.mbuya vakasimuka ndokunotora hari ndokusvipira mukati vachibva vapwanyira hari iya pasi , hari ichipwanyika mukati makabuda zvakashamisa vanhu.mukati mehari makabuda ....follow ndikuuya ne part 2

Kellie 🥰🥰
Kellie 🥰🥰
Open In TikTok:
Region: ZA
Wednesday 08 July 2026 15:31:44 GMT
89031
1948
250
66

Music

Download

Comments

firstnlastkamama
Nono 🇿🇼🇿🇦 :
Tag me for part 2 pliz
2026-07-14 20:42:50
1
locardiamuzenda
locardia :
tag me for part 2 please
2026-07-14 07:07:31
0
jephiniasmarungwa
JMarungwane :
Jepmar part 2 pls
2026-07-13 11:52:26
1
carolinejakazi
Mandlovu 🐘💞💕💞💕 :
tag me part 2
2026-07-15 04:59:30
0
felistasmuchazond
felie :
tag me for part2
2026-07-13 18:17:56
0
murandakadzi7
Murandakadzi💃💃💃 :
part 2 please
2026-07-13 11:42:15
2
sheilamubvuta
manyoni01 :
Tag me for part2
2026-07-09 15:37:53
26
natswatally
tally :
part 2 please mundidxosewo pano
2026-07-09 04:54:54
7
user6299242442309
SOKOLATE :
tag mepart2
2026-07-09 11:16:44
6
user43921108431935
manyoni :
😳😳😳😳Hezvooo part 2 please
2026-07-09 02:11:36
12
user4916761122411
Martha 🥰🥰 :
anyone tag me part 2 plzzzz
2026-07-09 17:33:19
5
user2175182763988
Omie :
part 2
2026-07-09 18:37:26
2
user6123429431913
Rue :
tag me part 2
2026-07-10 03:17:23
1
milesuser5383431290538
Emanuel Isheanesu :
part 2 please
2026-07-11 08:22:26
1
mamanosah1
Mama Nosah🥰 :
part 2 pliz
2026-07-09 11:52:50
1
evarjoymoyogono
evidence wekwa hamadziripi :
part 2
2026-07-10 05:23:13
2
1340gmail
iye :
Tag mi plis
2026-07-09 18:26:19
2
constance.moyo82
Constance Moyo :
yooh
2026-07-10 03:58:54
1
user32292982541731
dee baby :
part 2 pliz
2026-07-09 17:16:09
1
tinotendatino4
tinotendatino :
Part 2 veduweee
2026-07-09 20:14:04
1
aliciajindu
AliciaJindu :
part2 plz
2026-07-09 04:35:27
3
sheila05020
sheila05020 :
prt 2 pliz
2026-07-09 10:31:20
1
vongaimelody
vongaimelody :
tag me part 2
2026-07-09 08:36:56
2
manjex61
Mama Adeline manjex :
tag me for part 2 please 🙏
2026-07-11 06:11:28
2
masiiimercy.chong
MasiiiMercy Chongore :
part 2 guys
2026-07-09 05:02:14
2
To see more videos from user @kelly.gombakomba, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About