@evangeliststevenm: #zimnditerere

Evangelist Steven Mapuranga
Evangelist Steven Mapuranga
Open In TikTok:
Region: ZW
Tuesday 14 July 2026 04:43:35 GMT
14544
288
116
38

Music

Download

Comments

takudzwatarusari8
Takudzwa Tarusarira :
2019 I ws amng e participants paCultural Dy dat ws held at Amficc . Mbende Traditional ws performed in Zaoga. There's a lot that pple dnt knw bwt Zaog
2026-07-14 11:53:21
0
cuthberthosea
Cuthbert Hosea :
He is no lying he is well informed 👏
2026-07-14 11:09:01
0
shezshez
Shee :
ndoisa voice note nepapi ndikuudzei kuti zaoga yakatanga sei
2026-07-14 09:44:59
9
mufanex
President Mufanechiya :
ZAOGA yakabva kuna Mwari nekuti Baba Guti vakatanga kuonana Na Mwari muna 1938 vasati vave ne any church yavanoziva but went to AFM
2026-07-14 10:28:10
4
sirmalvin3
sirmalvin3 :
ko iyo AFM yacho sei ichingobudiwa zvakanyanya?
2026-07-14 09:44:22
7
yashymillz
yashymillz💞 :
musanyepe zaoga neAfm zvakasiyana nekure went kuAfm tese tonamata Mwari but zvese zvakasiyana
2026-07-14 11:00:44
1
nomahkasie2
Nomah :
Pa Zaoga apo manyepa henyu
2026-07-14 10:05:31
3
lewiszumba6
lewiszumba6 :
Baba musanyepe Imi Jowani masowe haina kubva ku AFM
2026-07-14 10:20:05
1
trishch2
trishch2 :
Afm ndiyo yakabuda mumasowe Zaoga haina kubuda muAfm asi kuti baba Guti vaenda kunoita maprayer groups kuAfm imi kwakutoti vakabuda muAfm
2026-07-14 09:32:51
2
patrickemz1
Patrick Emz :
Masowe yakabva ku AFM ? 😅😅😅😅
2026-07-14 11:56:19
2
mightyman653
Mightyman :
Haaaaaisiyekutamba, inofamba naMweya Mutsvene....Hainanhayo kubva kuAFM
2026-07-14 11:27:22
1
andrewmahari
Andrew Mahari :
Akabhabhatidza Baba Guti haasi VaGwanzura veAFM here
2026-07-14 08:51:07
2
usersim109
sim 1 choreography :
manyepo haazode pavanhu vakuru 😂😂😂ZAOGA yekutemu iyo yatooziva atorineyi neAFM
2026-07-14 07:37:13
1
prosperodeoils
Prospero De-Oils :
No Mugodhi yakabuda 1932 na Elija Mugodhi not Nicholas
2026-07-14 10:51:38
3
user85404830356108
POWER ,KING LION 🦁 💪 :
kana musina ruzivo madini kunyarara mudhara,Elijah MUGODI kwete zvamurikutaura izvo
2026-07-14 12:03:17
0
user8734368799973
user8734368799973 :
zaoga haina kubva kuAFM
2026-07-14 10:31:32
0
vellmahshonhiwa
Vellmah Shonhiwa :
aaaa mudhara imi mugodhi fti
2026-07-14 10:11:01
0
sude64787
sude :
haaa Masowe 😳😳😳😳
2026-07-14 12:33:35
0
gumbie02
Gumbie :
Nhoroondo yemasowe amuizive baba.
2026-07-14 11:55:26
0
chiwaka8
Michael :
Ndokubuda kuAFM kwachoka😃😃😃
2026-07-14 11:57:34
0
albertsiziba46
SIZLA :
you can't say masowe yakabuda muAFM kana uchiziva the word rekut kubuda .
2026-07-14 11:55:58
0
nungu
Chikaz production :
Masowe madii mangosiyana nayo
2026-07-14 12:31:17
0
user2831848579592
user2831848579592 :
true
2026-07-14 12:40:25
0
tinashetinbae
tinBae🖤 :
Zaoga ipiko imi ,musatitambisirewo data redu ratashanda kumatarenda imi nhaik
2026-07-14 12:10:16
0
nomsajeranyama10
Nomsa Jeranyama :
Sixpence Gandanzara akabuda kuAFM here...Masowe echishanu ndafamba...havaimbe kana hym...pamwe Migodhi nemamwe ma apostolic
2026-07-14 12:11:06
0
To see more videos from user @evangeliststevenm, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About