amedza imwe piece. I know this trick from childhood
2026-08-07 12:08:12
4
Masco Crooza :
taitozviitawo izvo hapana mushonga apo
2026-08-21 17:41:14
1
1kudah :
😎pane zvandaona kkkkl😂😂😂
2026-07-14 07:14:05
13
daddy craig :
haaa wangu wasunga tambo iyo at first ukazoidambura the other side risina kusungwa ukazotanga kuimedza nekwawasunganidza kare so kwanga kwagara kwabatana kauko