@mthunzi193: #SDA, itiranai rudo muchirivapenyu imi, 😃 musazotinetsa kana munhu ashaya motanga kuti ndini vatete chaivochaivo😄endai kumusha chi christu kuenda kumusha, #PSNhongo, musazoratidza rudo rwenyu pa tomb stone makunyora kuti in loving memory of Perseverance 😔🙌shanyiranai apo #RegaiKurwa,let the love burn mudzimba uko not kugara iri Hondo pese pese nguva ishoma iyi munenge makuchema nechirungu muchi waster misodzi 😄🙌muchiti you know my Mom was so special, Hey wakambovatengera here bhutsu #BabaVako, wakambovachengeta here KO fees yechidoko icho, wakambo bhadhara here busy kudedzwa mkwasha chaiye chaiye apa usina zvawakavaitira varivapenyu😞Baba vako vanohwisa vurombo vanoitwa example nema organisation kuti kana tichiti nhamo tetichireva iyii iwe uripo😄 #BeSomething, ko kuuya nema banana 🍌 pa rufu, toilet wakavaka here, vakamborara my bedroom iri nani here, musatinyepera nerudo rwenhema dananai muchiriva penyu @[email protected]