@marvellzsimo3932: fifi & mai tt #tiktokcreatorsearchinsights #fyp #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼

STREET  🎥EXPOSE
STREET 🎥EXPOSE
Open In TikTok:
Region: ZW
Wednesday 15 July 2026 06:06:02 GMT
32620
829
44
31

Music

Download

Comments

mwanawekwapedzisa
mother mama Mai matipa ❤️😍❤️ :
makuto explainer kaa 😂😂😂
2026-07-15 13:32:28
2
_lycious_decorr_
lycious_decorr_💕 :
Mai TT my sis✨vasiyei vawawate ignore them
2026-07-15 12:07:03
1
mmeavhuthu11mabhanda
MmeaVhuthu💎Mabhanda :
ku mithiswa ndekwe munhu wese ,anyway congrats Fifi
2026-07-15 10:39:09
32
kakaerue1
kakaerue1 :
congratulations Fifi❤️
2026-07-15 11:03:29
1
petronellakaunzeu
Petty.Mmy Sashy🥰 :
Welldone fifi kutaurwa hakuuraye little be strong watokura love
2026-07-15 13:05:31
1
nomaguguprudance
Nomagugu Prudance :
kutozvara it's an achievement fifi
2026-07-15 11:56:39
0
mommyyamihlesphe
user167819418878 :
love you maiTT
2026-07-15 11:17:03
0
..tatiana66
Mama mukue♥️🤗 :
Nhac ndakasika 😁😁😁
2026-07-15 06:28:47
12
cecil1132
cecil :
ndazongopindawo pazvinhu zvevanhu but I thank God kuti hausi ngomwa vamwe vari kuvashaya vana ava Mwari ngavakuchengetere mwana wako ari mudumbu umo🥰
2026-07-15 12:25:12
20
innocentmunanzvi
Mai Inno :
fight for your daughter zvirikurwadza vazhinji as if ndiye atanga or kuguma izvezvi umwe arikutenga preparation yemwana wake amitiswa asi busy kutaura wa Mura iiih ndini akati munhu akazvara vana vasingamitiswe anything chinoitika kuneumwe munhu hachitadza kutuka kune umwe Mura n her daughter are all human beings vanotosanganawo nezviwira vanhu
2026-07-15 12:53:13
10
user124054961259
Mamoe :
ndaitsvaga respond yenyu mama
2026-07-15 11:21:07
7
chiherachashe.02
Chiherachashe❤️99🇿🇼 :
ketty ndakarivenga
2026-07-15 13:47:56
1
shez_pretty48
misspee :
congrats fifie
2026-07-15 07:39:09
2
lindani1234m
lindani💞💝 :
ummm is this true
2026-07-15 06:43:13
4
adonai6465
adonai :
@
2026-07-15 06:58:26
2
ramiah1235
Ramiah❤️ :
Ndamhanya
2026-07-15 06:45:13
3
user77972311421418
user77972311421418 :
ichoooo mura l love you
2026-07-15 12:36:19
1
rutendomwaruta
rutendomwaruta :
neniwo 😁😁😁😁
2026-07-15 06:31:08
3
runesutatendamagugwa
CID social media :
fact
2026-07-15 12:35:05
0
user5562181301508
user5562181301508 :
congratulations
2026-07-15 14:28:09
0
user9613595784807
mhamha pana :
well done mwana wedu
2026-07-15 13:50:33
0
user2171496637519
Mercy :
congrats dear
2026-07-15 12:10:12
0
user7320605285708
mamaHHH :
kumitiswa kudii ko ini vanhu vanondishamisa social media ikashaya matt hakuna zvekutaura ka ibvai pazvinhu zvevanhu zviiiko
2026-07-15 12:07:01
2
tanyahmalunga3
tabeth m,malunga :
vanhu vanozonyanyawo veduwe
2026-07-15 07:57:02
2
To see more videos from user @marvellzsimo3932, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About