@zimcbd: hwinza and malloti memories #creatorsearchinsights #fypシ゚viral__ #zimtrending🇿🇼🇿🇼 #fuppppppppppppppppppppppppp #viralreelsシ

🅩̣̣̣🅘̣̣̣🅜̣̣🅒̣̣̣🅑̣̣̣🅓
🅩̣̣̣🅘̣̣̣🅜̣̣🅒̣̣̣🅑̣̣̣🅓
Open In TikTok:
Region: ZW
Wednesday 15 July 2026 06:14:18 GMT
18534
357
81
33

Music

Download

Comments

tinayeishemukahi1
shumba nechinanga :
Yea the Internet never forget
2026-07-15 12:14:49
2
tadassypedri8
TadassyPedri8 :
God sent his Son Jesus
2026-07-15 11:51:06
1
nkosilathisiteba
Nkosilathi Siteba :
he started it and the legend developed it🔥
2026-07-15 08:26:56
11
innocent.mudzingw1
innocent mudzingwa :
ehe asi ngende ndiye king
2026-07-15 10:54:12
10
missmatured26
missmatured#christbacked :
😂😂😂😂ko kalaugh kaMalloti
2026-07-15 12:18:32
2
rowgamuchirai
Roww🇿🇼 :
munhu wese ane past yake saka apana apana ,malongende imovement
2026-07-15 13:28:54
1
user8598114670080
User Mukomabrain :
Akatozvikanganwa izvi hwinza
2026-07-15 12:08:11
1
user5092870150101
Chief Nyakuchena :
Hoyo
2026-07-15 11:08:36
1
user70818128382822
Boss Tafloew :
Ngende is the developer, Executer, and the Finisher.... ziva zvinhu zvako
2026-07-15 08:41:35
4
simbarashebururur
Simbarashe Bururur :
AI
2026-07-15 10:51:16
1
joshie.204
~Joshie #20 :
asi vanhu musdaro
2026-07-15 10:35:26
1
sir.leobah0
sir leobah :
Ngende ane vana 6 and morr
2026-07-15 10:51:17
1
rawrence.n.mukono
Rawrence N Mukonowenzou :
AKAZODII NAYOO
2026-07-15 07:53:13
1
design32565
Design :
mumwe munhu arikutoti ndimukadzi wake muchidai musadar soo
2026-07-15 11:26:51
1
ropahmandex1
user4084473093103 :
kkklkkk imika
2026-07-15 13:22:07
0
user4365097279444
wallaceMkzva :
zvine basa reiiii zvekuti ndiye akatanga nayo
2026-07-15 08:18:41
1
pandah_1501
Nattie🤭 :
Ko kana zvakatanga naMaloo ?
2026-07-15 13:36:40
1
boymomma243
babymama☺️❤️ :
Saka munhu haachaite ma ex here ziguvhu
2026-07-15 12:42:20
1
user3957080704891
vitalis rabson :
chinhu changosiva achiite ndati
2026-07-15 11:14:39
1
shylockgaba139
G stylz :
aaaah pachi mafia hatidai maGangster chete kuti ndomatsagiro enyu emari echihwai ,,kana wako mkadzi akatobvawoo nemumawoko amamwe makudo siya Malongende yakadaroo boiz
2026-07-15 08:17:41
2
user984404193157
@mamakeke :
iri zimamusha iri ngaritibvigwe zvimachant zvacho zvechiruzevha
2026-07-15 09:46:04
1
mxolisi6270
Mxolisi :
ummm unonzwa sei mnje munhu wako achinzwai nemumwe murume haa moyo yedu yakasimba akomana kana takambodanana let's delete ma videos patorambana guys aaaa hazvizotambirika izvii
2026-07-15 06:51:37
2
To see more videos from user @zimcbd, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About