@wicknellchivhayoo: Congratulations 🎉🎊🎈🎉🚗🚗🚗 to you MADZIBABA REMY...Izvi zvaitwa NEZWI HAPANA ANOZIVA... Baba vaka vimbisa kare kare kuti vachati chengeta narini... Ndino ziva uri kufara neku pemberera asi ndaona zvisina ku kodzera ku tikanganwe ivo MADZIMAI nyaku bereka vaka kutakura 9 months dzacho ivo vachiri vapenyu. Endai ku MASOWE ne CHISHANU namatai henyu zvakanaka sekudiwa kazvo naishe asi musi we SATURDAY KUSENI enda ne chi LAMBORGHINI chako wonotora AMAI VAKO ivo MAI YVONNE wova garisa hako ku mashure nekuti zvima sports car zvenyu hazvina comfort izvi 😂🤣. Enda navo kwa VICTOR vanopihwa brand-new FORD RANGER WILDTRACK PLATINUM valued at USD 110 thousand wovati hanzi ne mwana wenyu CHIPO CHINOUYA SE ROMBE CHAKA TUNGAMIRIRWA NA MARIA mota yenyu yekuendesa mativi mana iyo tosangana ku MUSANGANO WEGORE...Victor unomuudza avapewo 50 thousand USD cash vawane mari ye diesel ⛽️ yekuuyisa kwa CHIRUMHANZI ku MUSANGANO...