Just a reminder, a child is any person below the age of 18 years. However, if you have matters like these between a 19 year old and a male adult, l highly recommend that mugare pasi ne 19 year old and teach her life skills and how the world operates nekuti you indicated kuti akatotambira mari yavo....on what grounds? Are you solving the problem by attacking that man? If yes, then congratulations. If no, as a mother vanorwadziwa nezvakadai, zvakakosha to identify the presenting problem and find better ways to deal with that actual problem. My thoughts and l stand to be corrected.
2026-07-17 04:27:36
38
sis viola :
Ndimai vepanext panku hazvina kumira mushe😩
2026-07-16 20:42:36
86
mama junior :
mwana aipirei baba ivavo number asi ....vana vanotipa stress
2026-07-16 20:44:40
96
Mudhara we Logic :
19 years is an adult
2026-07-17 03:40:27
27
Ruvimbo🦋 :
Anondidzosa pano ndiye wandoda kuona
2026-07-16 21:16:23
150
peerlaarwezhira :
mwana akavapirei number musatinyaudza
2026-07-16 20:48:16
41
𝑮𝑬𝑵𝑬𝑹𝑨𝑳 𝑨𝑳𝑨𝑫𝑬𝑬𝑵 :
19 years haasi mwana point of correction there
2026-07-17 04:31:37
5
billyMHOFU :
But nyaya is it of national interest zvekuita video pa tok tok kudai😂🤣
2026-07-17 04:05:05
6
Nobuhle❤️🔥🔐📌 :
Show us mai ane plz
2026-07-17 07:00:34
0
@Kssix :
Ko number vakapihwirwei baba avo?
2026-07-16 21:03:03
33
Kuuu :
Varume vashupa mwari 🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻
2026-07-17 01:45:42
6
CEE WASABHUKU 🌸 :
Post baba vacho
2026-07-16 21:35:17
16
vallery :
wats going on🤣
2026-07-17 05:05:41
0
Gracee_zw :
rimwe gore ndiri form 5 vamwe baba vaive paNext door vagoti sika sika neni i told my mom haa raini rakaita diki ndati .apa vakanga vatotama kubva chipinge vamitisa kamwe kkk
2026-07-16 23:45:00
17
masiewachitova :
Mjay veGweru ngavakupe information yacho yese😂😂😂😂😂😂😂😂😂
2026-07-16 20:59:45
9
tatenda :
She is beautiful
2026-07-17 06:41:38
0
The Queen :
Ndezveiko tichangosvika
2026-07-16 20:37:16
6
Masi Nala :
mwana aivapireiko number ? ahh
2026-07-17 03:12:08
2
muzukuruwamairessy🇮🇪🇿🇼 :
Ndokumbirawo link yegroup reMkoba 15
2026-07-16 21:25:35
2
Single mothers diaries :
19 years asi 21 ndoyakusungisa?
2026-07-16 21:52:18
3
Clarah Makays :
Gweru is very close to. Harare
2026-07-17 05:29:41
0
To see more videos from user @mjay_yolsac, please go to the Tikwm
homepage.