@evereva0: Zim Traditional Court####Ever@Eva#####Zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼

Ever@Eva
Ever@Eva
Open In TikTok:
Region: BW
Thursday 16 July 2026 21:32:50 GMT
66956
1431
155
187

Music

Download

Comments

anakielchoga1
Nakkie :
Huya hako ukururire ini, handimborevi kwaMambo
2026-07-17 04:45:41
22
memorylapyke
Belindah :
inin chero mkdz seni,chero mumwe murume asir wngu rangu haridxiki mmm
2026-07-17 14:34:21
7
chrieisraelmutsaa
Mai izzy :
parwariwa apo
2026-07-17 07:13:44
8
andrewdzinodya
Mr Dzinodya :
dzingai munhu paimba andogara ega for good
2026-07-17 05:02:07
17
user8813492038777
God bless ama 2k :
ko kungoitawo secret yemumhuri
2026-07-17 09:09:42
4
sandra.machazire
Sandra Machazire :
Anoroya
2026-07-17 05:15:02
11
user2593853677418
Madhuwe :
Dzimwe dzenyaya pedzeranai msemhuri
2026-07-17 17:08:07
3
advellahdangaremb7
nyarie 💕 :
Papengwa pano zvonyadzisa izvi
2026-07-16 22:40:55
7
vee76996
Vee :
Sisi vakareswa asi regaiwo vataure
2026-07-17 20:24:55
4
masterskd
Master Kd :
ndoonakuti pane anopumwa kuti anoroya pakati pa mukoma na baba avoo
2026-07-21 15:33:31
1
eazyfayah
EASY FAYAH🔥 :
ndrikudawo mukadzi akarongeka 21 to 25
2026-07-19 05:22:04
1
user3080383381638
Ndofara :
Munotsverudza amai
2026-07-17 17:00:43
2
babragombera
BABRA G :
mambo imborovai munhu ten dziri strong
2026-07-18 09:18:07
2
brightonfeyane
evangelist to the world :
next please
2026-07-20 11:03:14
1
marlvern0
MAWAYA01 :
Yoooowee wanoyereiko awo ummmmmm imi remekedzai vamwe vanhu imi tete hamunyare ere ndatya nemi
2026-07-17 05:26:13
3
vimbaimarunya801
Vimbai Marunya :
zvakaoma chokwadi
2026-07-17 07:34:14
2
user3966328012601
From your contacts :
vahovepo baba vaye 😅😅😅
2026-07-18 20:54:15
1
alicempoperi
Alice Mpoperi :
mmmmmm anoshira chete uyo
2026-07-17 16:56:31
1
user6585106142996
Rutie B 1994 :
Zvinonyadza izvi
2026-07-18 06:26:11
1
mirriam2524
Madzimai Maria :
mashura
2026-07-17 09:40:56
1
dorcas70508
dorcas :
kkkkzvakaoma
2026-07-17 07:13:32
2
velorablaze1
Lady-Anne :
akamuki ere kamai aka?
2026-07-17 12:30:54
2
fafie256
fafie :
ummmm veduweka😂
2026-07-17 07:24:31
2
mariachikonzo
maria chikonzo :
zvakaoma
2026-07-17 04:25:03
1
To see more videos from user @evereva0, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About