Mixing raw eggs, milk, and Mazowe Crush creates a high-risk bacterial contamination and a curdled, unpalatable texture. The high acidity and sugar in the concentrated cordial will curdle the milk proteins, while the raw eggs introduce a serious danger of Salmonella food poisoning
2026-07-17 19:17:14
5
razor.jr3 :
Tipei ma business idea kani zvebonde ndozvega here!?bonde rinoda wakaguta💯
2026-07-17 19:44:56
6
tobietebsy :
haaa mina as long paine zai chete maya
2026-07-17 19:06:21
12
TAMUDA 🥰 🥰 :
Vamwe vanaBaba vari busy kutsvaga mari imimi nemakurire enyu busy kupa vana venyu remedy yeBonde ityai mwari makava imi
2026-07-17 20:38:45
1
mwana bhela bhela :
amila mila nhanha kwashala kufafamba
2026-07-17 18:21:59
2
Trump :
ndakaenda kumashops now🏃♂️
2026-07-17 15:01:08
8
mutswana21 :
maiguru ngavauyene testimony first then tozomwa koz iiiii
2026-07-17 18:15:41
5
gamuchirai nsingo :
ndafarira kuti panzi varume haaa ini ndingarutsa zai mbishi noo