@word_ziklag: Marufu arikurova wena,mafuse ake arikufire🔥🔥...VaMarufu pihwai crate remazai palrvines apo ndobhadhara..!🥲,Asi motanga mandijekesera kuti pamati dehwe regwayana rakabayiwa kubva pakuvambwa kwenyika ndiro rakapfekedzwa Adam igwayi chairo here kana kuti ndi Kristu?

Kelvin Moyo
Kelvin Moyo
Open In TikTok:
Region: ZW
Friday 17 July 2026 19:08:34 GMT
2485
100
11
13

Music

Download

Comments

cdchrqewxnz
Crispcash :
Did Marufu understand the Apostle's question 3? He is going at a tangent?
2026-07-18 10:10:09
1
simoko74
Simoko :
love fulfills the desires of the law Simple
2026-07-18 14:29:59
0
user8509998439606
Samaita :
Marufu is correct away with the techcalities
2026-07-18 15:08:06
0
tsungirirai.gored
Tsungirirai Goredema :
day 7 vakariwana kup futy ndoimwe nyaya
2026-07-17 19:55:10
2
user4827904254177
Peace yut :
Apostle vanhu vakuru avo 🙏🙏🙏🙏
2026-07-17 19:17:26
1
gift.maunze
Gift Maunze :
Marufu akaona nhamo apa😂😂😂😂
2026-07-18 06:04:42
0
simoko74
Simoko :
And Christ is love VaMarufu hapana need yekuchengeta murairo bt kuchengeta Christ and Christ is love. vanhu vakawanda vakadiwa na Mwari kusanganisira vana David vakatafza murairo ndosaka Jesu akauya kt tikamugamuchira akagara matiri tatoponeswa nekuti Christ is the lawand is love. and the greatest commandment is love. Simple
2026-07-18 14:27:18
1
edsonmachapu
Edson Machapu :
Simbi inorodzwa nesimbi
2026-07-17 19:45:09
1
To see more videos from user @word_ziklag, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About