sir wicky pane wicky akauya kuDm yangu akati arikuda mari ye member ticket ndikamutuka zviyadzi asi pana muri henyu sorrii
2026-07-18 07:36:35
6
T..one :
Mari dzamotengera vanhu motor vakai pamba VA chivhayo
2026-07-18 17:26:49
3
anastriata3 :
ndipeiwo basa reku drilling Borehole pamusha apo mukuru
2026-07-18 05:42:02
4
mercy :
jķkk isaika wi fi
2026-07-18 12:27:31
1
nyasha :
nice zvinodiwa
2026-07-18 07:01:35
0
Friday :
good morning Sir Wicknell,may you please give me painting job kumusha,i will be happy if you you consider me homie,im your chivhu brother,its better ndishande pane kukumbira,i need money for a small project in Chivhu area,i will be happy if you read and answer my msge,mambo wemazuva,its a blessing to have kids and money,they will be happy always
2026-07-18 06:20:09
1
Mama Ppie :
morng sir ndirangarireiwo mukuru
2026-07-18 07:03:44
0
WBS :
That's good kuendawo nevana kumusha kwako kuti vakure vachiziva.
2026-07-18 10:48:20
1
Chihwa :
lsai Wi-Fi shuwa
2026-07-18 12:35:45
0
gangster repazim :
ndokumbirawo aqua
2026-07-18 19:03:38
0
bester Tafadzwa chinyaure :
kkk
2026-07-18 15:03:56
0
Boss Bee One :
ndokumusha kwenyu hre
2026-07-18 07:58:34
0
Mamox :
aaah sir why pasina WIFI kumusha
2026-07-18 08:05:33
0
🧡mimie🧡 :
tiwakirei kumusha ukoo ☺️☺️🤣
2026-07-18 20:22:22
0
udojie :
Vakai imba apo
2026-07-18 12:04:21
0
Malajani Nkomo :
Nice
2026-07-18 08:20:49
0
ndururani 0111 :
tipei basa murungu tiyende nemabriks
2026-07-18 13:51:30
0
To see more videos from user @wicknell.chivayo4761, please go to the Tikwm
homepage.