@wicknellchivhayoo: Congratulations to you Mr CUTHBERT CHIROMO...Go and see Madz Chipaga on Monday afternoon at Enterprise Car Sales your brand-new TOYOTA FORTUNER 2.4 GD6 has been fully paid for , he will also give you 10 thousand USD cash for fuel. The effort you made in uniting me and my best singer of all time can not go unnoticed. Ma warning shots chete aya rega varambe vachiita noise rimwe zita rangu reku nyika ndinonzi CHIRANGA MAPENZI...🤣😂🤣...Paper 2 , 3 and 4 LOADING...I'm promising MABVIRAVIRA...IZVI NDEZVE BASA...
munofarirwa neni Sir Mukuruwemazuva nemhuri yenyu, plus hanutaure zvekunyepa moyo wenyu wakazara rudo thank you very much nokuramba muchisimudzira vasina. Congratulations to you Cathbert 🥰🥰🥰🥰🥰
2026-07-19 12:55:21
3
Brown :
Tinotenda kutaura kwezwi
2026-07-19 03:59:33
4
chenai 2107 :
amen
2026-07-21 19:07:26
2
Caspa Mabeza :
boss
2026-07-20 11:48:18
3
PASTE FIRE :
Pamberii navo sir wicknell chivhayo havasiye tiri tega vanotura mutoro chero takaremerwa veduu baba sir wicknell chivhayo ❤️
2026-07-19 18:42:24
4
max :
hello
2026-07-21 09:30:17
3
charles zanamwe :
I chokwadii here
2026-07-19 18:43:18
3
japhetmoyo445 :
mukuru wemazuva ndokumbirawoDG6
2026-07-20 11:02:08
3
Hunza :
Well done mkuru wemazuva munoyera baba vemarudzi ✨️
2026-07-20 14:38:49
3
Opperbae 💞🍀💞 :
baba kani
2026-07-19 22:26:22
2
professarnyashamh :
ndezve basa
2026-07-25 08:34:42
1
Michael Dummie Scott 🥵😎 :
more lyf mukuru wemazuva 🌞🌞
2026-07-23 14:51:19
2
Pastor Mutangirwa :
Blessed is the hand that giveth than that receiveth🔥🔥..congratulations man of God and also Sir Wicknell be blessed hanzi chapavhurire anokodzwa rambai muchiwedzerwa ...anopa achawedzerwa zvizhinji asi anonyima acharasikirwa nezvaanazvo🔥🔥.