huh kamurovero aka ndakazomboudza vamwe Sir vedu ndiri.Grade 4 vaidzemura ma mbama double clap ukaona uine see me wotoziva kuty ma1 ndakavaudza kuty huh Sir inini mukandirova ndikukudzoserai apa ndainge ndaisirwa See me ndatadza zvinhu 2 chete out of 25 and I was like iiiiih vakandiendesa kwaHead hanzi George ati anoda kundidzosera kkkk head vakati why ndikaty mmm Sir vakukwadza vamwe vana nzeve nemambama avo inini hangu I can't bear kurohwa nemaoko he better beat me.neshamhu maoko .. ndokwakava kupona kwe class yese coz vakabva vasuspender for 2weeks takafadaya vachibva vazo transfer
2026-07-18 23:49:28
21
user2693788249572 :
makurova bae wenyu
2026-07-20 19:21:08
11
Tshiamo💓😘 :
Mrs Muzata vaizodambura hiiiiii 2015 to 2018 iiiii paifiwa🤣🤣🤣🤣🤣🤣
2026-07-19 09:32:52
7
alex :
what is the movie name
2026-07-27 09:16:37
1
PPV Wigs :
Title please
2026-07-22 11:39:44
2
vachifedza :
ndobva ndafunga teacher vangu vakandidzidzisa grade 6 ne 7 va Nemiar haaa Mwari ave nemi 😭😭 wainzwa voti majuzi ngaabve ayo 😂😂😂😂😂
2026-07-19 15:10:11
6
Mai Tatenda :
mwana waMwari mudzidzisi
2026-07-20 11:50:15
2
Mamoyo :
ndikaita teacher vakadai topedzerana chete aaa
2026-08-03 19:57:32
1
cleto 2007 :
ndobva ndafunga teacher vangu
2026-07-19 17:51:32
7
John Masiya :
😂😂😂😂😂😂
2026-07-19 13:32:17
2
Bianca@ Nana :
days of our lives 😂😂😂😂
2026-07-19 08:09:41
3
theo🥰🥰 :
ndobva ndafunga teacher vankue vegrade 6 and 7 waiti ukavanzwa votii fare fare tindike woziva kt ma1 atanga 🤣🤣🤣🤣
2026-07-25 18:05:10
3
tarid :
ndobhadharirwa nebeam 🤣🤣🤣🤣saka haisati yanditengera book rehmwk 🤣🤣🤣🤣
2026-07-28 18:40:28
1
user1814801974222 :
Ummm ndabva ndanzwa kukusuwai vanhu mmi
2026-07-28 10:34:31
1
Muku🌹🌹😝🤪 :
NB
2026-07-19 16:37:35
1
MacMillan Magara smart boy :
yh zvirihealth
2026-07-19 13:52:49
2
Unique Tashinga :
Exallent 😍
2026-07-19 15:29:35
2
Nyasha Mukanyangi :
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣kkkkkķkkkkk
2026-07-19 08:16:03
3
sheiladee :
next
2026-07-19 06:28:52
2
Obey Chirikumarara :
kkkkkkk makugona kkkkkk
2026-07-19 06:12:50
2
Mama Ayan :
ava vanoda team rekwedu ava kkkkkk
2026-07-19 08:41:42
2
BMW :
kkkkkk stress yese yaJonga inoperera muclass
2026-07-21 19:22:18
2
hannah_ babby@❤🍒 :
zim teachers can bit🤣🤣
2026-07-19 19:19:54
3
Madawu04❤️❤️❤️❤️ :
😂😂😂 ndabva ndarohwa nagogo kumba
2026-07-19 07:37:57
2
To see more videos from user @chitova237, please go to the Tikwm
homepage.