@zimtariro_official1: Rest in Peace Tanaka😭💔 A Zimbabwean youth tragically lost his life in the Russian and Ukraine war at a tender age. It is a deeply saddening loss. We extend our sincerest condolences to his family and friends, and we are deeply saddened 💔#zimtariromedia #zimtariro #zimtariroofficial1 #fyp #foryou
Tipeyi link tiende ,zvekufa ndezvimwe izvo hapana asingafe
2026-07-20 10:47:54
78
Harlem04 :
Kupikira kufira nyika yevatorwa. Guys haisi hustling iyi. War is not child's game
2026-07-20 04:53:40
190
jurdoller🩵 :
🫡ava ndivo varume ava vanofavachiedza kuponda nhamo
2026-07-20 06:37:23
77
Hon Calvin J Tinarwo :
Ndipeiwo advice hama , I've my young brother akawana link and now he's waiting for visa kuti aende Ku Russia next 2 days , can he go ?
2026-07-20 15:53:16
21
?Fatherflower# 2093@Generation :
airwira ani ikko
2026-07-19 23:29:18
23
The Bucks nation 🥷 :
haaaa akarwadzisa mfana wangu zvokutodaro, ndakazongonzwa kt ava kuRussia apo ndini ndaitombogara naye kuzambia first time yake kuuya muchirundu, ndikagara naye kubva 2024 kusvika azoenda this year. may your soul rest in peace bro
2026-07-20 13:52:07
25
mboja :
how can l join Russian Army?
2026-07-20 04:47:09
15
Asher :
kumbirao ane link rekuendako nhamo yacho ma 1 ii
2026-07-20 14:39:03
8
tee🥰 :
chero Zim pa Chimurenga 2 they also got help from other countries, May his soul rest in peace
2026-07-20 14:16:04
10
Chihera :
uuuuuuu ndakarwadziwa Tanaka sure hre
2026-07-20 16:10:36
14
lomejor737 :
Last week I had a patient aida ndimunyorere medical report kuti aende kuRussia. Brothers are dying over there, please stay home bafethu. Chatoo chikumbiro 🥺
2026-07-20 08:25:21
7
Babe RaMoyo❤️ :
kukuendwa seiko tipeiwo link
2026-07-20 07:08:06
11
mai blessed :
sorry Nguva inorwadza, tinenge takatotarisira mufaro but hey marwadzo😢
2026-07-19 19:27:48
10
deerose :
Russia inokuuraya nechando Chete, let's not risk guys regai varwe Vega ikoko
2026-07-21 14:58:48
5
IshowGody ZW✅🤝 :
how to Join Russian Army
2026-07-19 23:46:52
7
AMA WAMU WAMU 07 :
Rest easy cde
2026-07-19 23:27:38
11
Vilakazi#28 :
wakadzungaira
2026-07-19 20:34:24
6
honwadadisa :
Rest easy my guy. Hapana kusiri kufa. Inzira yedu tese
2026-07-20 07:43:17
6
Cynthia Chipika :
apa kune umwe akaenda wandonoziva haasati adzoka vnhu vakashinga ndatenda hngu