pane rimwe riri ku Westgate muna lavenhum just before Grace gardens mmmmmm sowe iroro boyzzzzz😳
2026-07-20 08:52:52
149
megs.God'sChild❤️ :
ko my bike rodiwa here or
2026-07-22 04:28:10
0
Jessica The Hair&Beauty Techn :
i think it goes by spirit I went there 3times zvakapesana neni ...kutoudzwa zvandisingatozive 1st hanzi ndoda mudzokerane nemurume wenyu ini ew murume wepi futi
2nd time hanzi madzoka riinhi kubva mhiri 🤣🙆🏾♀️ini yuhwi bvandanyepa ndikati zuro 😂🤣,zvikanzi makafamba zvakanaka here 😂🤣🤣ini I have never gone kumhiri apa chakanyanyndishamisa ndakanzi hesi ini ndajaira kuti uchisvika Pana madzibaba you greet each other nerespect
2026-07-20 15:45:20
95
Sinah Sandra :
ndo rank sir Wicknell here
2026-07-21 01:09:20
0
Best Car Import IT JERRIE CARS :
Velvet Chitungwiza hamuizive imi
2026-07-20 13:52:38
77
nursebae :
haiwawo izero iyi hapana solution yaunowana ipapa
2026-07-20 16:04:08
10
waishe_12 :
Ndepapi ipapo ndiendeko
2026-07-20 10:05:36
6
Sammish🦋 :
pane ririkukambuzuma tirirkutoiswa durawall😁
2026-07-20 11:21:38
22
מֶלֶך :
ndezvekupihwa izvi
2026-07-20 16:07:14
7
Chessy :
N Richard's
2026-07-20 14:23:52
8
Chikondie :
Uku ndiko kune soulmate mota yake ndaiona
2026-07-20 19:45:54
6
Mai chloe :
pane reku budiriro 5Apanjanji they are the same
2026-07-20 13:01:59
17
tina :
ndopa N.Richards here?
2026-07-20 12:36:43
8
Baba Dee :
Pane Nyasha
2026-07-20 09:49:32
28
Aluwis P. :
Let's not be confused about tangible things, Tinamate Tinamatise, God can answer everyone everwhere, meaning to say Tisachiva zvenyika
2026-07-20 11:30:15
23
To see more videos from user @beckyseventsmedia, please go to the Tikwm
homepage.