Moral law (nomos) yakanyorwa nemunwe waMwari, haichinji.
Now, munhu akatyora Moral law, aifanira kunoita Ceremonial law (dogma) eg kuinda nehwai kutembere.
Jesu paakauya, akabvisa Ceremonial law (dogma) haana kubvisa Moral law( nomos)
Pose pakanzi murairo waiva mumvuri, refer to Greek translation, inoshandisa (dogma).
So panonzi zvivi kudarika murairo in 1 John 3 v4, Kana muchindida chengetai murairo wangu in John 14 v 15 & 21... Greek version inoshandisa vara rekuti (nomos) in place of law.
Hence: Nomos still holds but dogma was replaced by Christ.
Ane shungu dzekudzidza ngaanzwe, Mwari vari mubatsiri wedu
2026-08-24 18:00:50
0
horns :
🙏🙏🙏
2026-07-21 05:29:25
0
To see more videos from user @word_ziklag, please go to the Tikwm
homepage.