@unhooked_movement: Join our Live every Wednesday, Friday & Sunday, as we discuss on ways we can help each other to manage the effects of the aviator and also encourage one another to gamble Responsible Responsibly. Responsible Gambling is always the call for the day. #aviator #chindege #unhookedmovement #tiktoklive #livehighlights
I have been clean of it for 8 months and i am very proud.
Here are some things i have done and found to be working.
1. Pray for contentment...coz $5 kwauri inenge isisiri mari..namata kuti ugutsikane
2. Delete account yacho... that way you have closed the portal linking you back to it.
3. Go ku Mwos...just watch vanhu vachitamba and say it loudly to yoursellf...chinhu ichi hachina kana basa and i have no benefita from it.
4. Frequently go ikoko and tell your heart kuti kamsinte aka hakana kana basa.
2026-07-23 12:10:21
3
stanleymashiri :
hurumende Haina zvainogona kuita here pamusoro pechinhu ichi here cause ndiri seni hangu ndakuvara
2026-07-23 09:42:41
6
shepherdmavhura :
ndipo number ndifone ndikuudzewo ndine pain
2026-07-29 04:52:28
1
tsiklo :
bro ini ndine yanguwo nyay pachinhu ichi
2026-07-22 06:03:14
1
Laizah :
deno ndawanda andipa mari kana 2k ndosiya but hey situation yandiri haindibvumidze manje