@machemero:

Guta ReMachemero
Guta ReMachemero
Open In TikTok:
Region: ZW
Wednesday 22 July 2026 10:50:30 GMT
326478
23511
1020
629

Music

Download

Comments

oracleconsultantcoach
Pastor-Coach Munyaradzi :
I think you can simply help him privately not on Social Media this is denigrating.
2026-07-23 05:06:09
184
beegwatidzo
Bee we ChelseMadrid💙💙🤍🤍🤍 :
Zvinoita here kuti tiuye isu semhuri inoda Samanyanga ndouya nevamwe vangu vari pano
2026-07-22 16:06:16
394
beautymapaike
Mamoyo❤️❤️❤️ :
Munamatireiwo Chatova chikumbiro
2026-07-22 11:04:01
533
user12831787984004
amazing destiny :
pray fr me munhu wamwari for financial breakthrough
2026-07-22 12:40:38
84
sonenihlahleni123
Sonie🥰 :
someone tag his wife🥹🙏
2026-07-22 13:14:06
134
rueclenda
💞Clenda💞 :
𝑃𝑟𝑎𝑦 𝑓𝑜𝑟 𝑚𝑒 𝑚𝑎𝑛 𝑜𝑓 𝐺𝑜𝑑
2026-07-24 18:12:56
0
user4838761217592
Natasha :
Pray for me plz
2026-07-24 15:09:25
0
mufaro.mumu
mumu ...aka charumbira :
vanhu tine tsika yekushora ....asi pakashoreka ipapo Mwari ndopavanoda
2026-07-22 11:25:15
235
kudzaimapokotera9
kudzaimapokotera9kuuuue :
help me
2026-07-24 04:00:20
0
deetoria1
The🦓Diana@deetoria :
ayiwa makadi kungotaura pa msg why makanga makuda zve number yes he was right because the world is full of fake prophet munhu washe so if God had spoken about him through sekuuya kwamakaita pajekerere maingomuudxa zvee and you also texted him privately so why then phone number kuti ndifonere ' atodyiwa netsananguro saka there is no need for hama to come now period
2026-07-22 12:53:45
53
rejoicemaduveko
rejoice maduveko :
hallelujah 🙏
2026-07-24 01:08:16
0
tleh.07
Nick Leister :
sorry baba
2026-07-24 17:59:09
0
goldbuyer20
GOLDBUYER :
3 April
2026-07-23 08:24:21
0
clevergwama
Clever Gwama :
Bambo tirikuda solution yenyika not solution dzaana Holy 10 who's Holy 10 pa situation ine Zimbabwe pray for Zimbabwean in SA warikutadza kudzoka kumusha not izvo iye wacho haatonamate Holy 10 wacho tipei zviporofita zvine benefit yenyika not izvo ✍️
2026-07-23 03:28:09
35
frankensteine1
frankensteine🇿🇼🇿🇼🇿🇼 :
Holly ten is bigger than WinkyD
2026-07-23 06:53:59
15
kaycagain
kayc@gain :
prayers on samanyanga holy ten
2026-07-22 14:59:00
2
freemaster16
Nashfreetv🫂 :
ummm ndouya hangu ini hre mujaya ndomuda ini haaa
2026-07-22 13:37:48
63
rosechishiri
rosechishiri :
Makaita penyu munhu waMwari🙏🏽
2026-07-22 11:03:56
41
liltkb1
ℓιℓ т[кв]✅ :
Zvamuchati dhumha muchimhanyira mu comment section nhay imi🙁
2026-07-23 07:37:27
9
alvinsjvybes
J vybes :
mukuru wangu munowanikwa kupi
2026-07-22 21:49:36
5
younger32kay
smallbuddie@ :
dai zvikafamba mushe
2026-07-22 11:06:38
44
innocentmunanzvi
Mai Inno :
but mayifanirawo kumuudza pa message ipapo kuti mawoneswa zvakati why keeping zvamaratidzwa Cz anogara aive busy or kukangamwa asi dayi makamuudza ayigona kuita serious akabvunza kundiso
2026-07-22 12:25:17
22
nthabiseng89541
Nthabiseng :
Munhu wamwari ndinoda kutaurawo nemi 🙏
2026-07-22 10:55:42
10
blessingnavhaya
blessingnavhaya🇿🇼 Doc :
asi sure ndakatoti kunyepa now ndabelive sure
2026-07-22 11:34:09
7
thedocco7
Mandebvu Trends 🔗😪 :
save him
2026-07-22 10:58:27
6
To see more videos from user @machemero, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About